malcom mufunde & yaaduniverse - pano كلمات الأغنية
verse 1: malcom mufunde
you didn’t learn zviri right
kana usingafambire mulane riri right
we have the right to learn
asi vamwe vedu didn’t learn to write, ah
don’t use your left to write
mai vakati write from left to right, ah
this is for maform 4 vagadzirira november, now they’re just left to write, ah
kwatabva kure tichifamba lola saishan
pakuda k_mbopinda muchapel satytan
pakutoda jehovah jireh
timbomujaire jehovah, ah
tiri munguva yenzara and tese toziva kuti money’s the cure, ah
mwari tauya nenzara, and tese toziva toda manicure
hook: malcom mufunde & tinayе
so ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
verse 2: malcom mufunde
handina mеrcedes, maburns andiinawo izuva rapisa
toziva plaxedes, tokanganwa mwari muridzi wenyika
economy yatiwachisa, tave paline, hupenyu hwaoma, sha
asi ndine hushingi, ndosaka ndichiri kurova mangoma, sha
the devil continues to k!ll, i’m next in the queue; mwari w_ngu pindirai
one jah vasingarove mbanje but zita renyu, i will keep it high
makati mulife itai mawarrior, so ndinostriker nehasha
makati, “vana vangu hamushekwi, as long as muri munyasha”
hook: malcom mufunde & tinaye
so ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
outro: tinaye
ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano
ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano
كلمات أغنية عشوائية
- jetta - take it easy (matstubs remix) كلمات الأغنية
- pure (rus) - на половину كلمات الأغنية
- a crowd of rebellion - re:create of the re:d كلمات الأغنية
- mia dimšić - guilty pleasure كلمات الأغنية
- reddkin - я ещё мал (i'm still young) كلمات الأغنية
- notenvy - things that i’ve lost كلمات الأغنية
- sex pula pistol - balubăr كلمات الأغنية
- dr babe - conmoción كلمات الأغنية
- idk young j. - sometimes كلمات الأغنية
- santoz - ghostriders كلمات الأغنية