leonard dembo - zvaunoda handizvigoni كلمات الأغنية
[chorus: leonard dembo]
unoda kuti ndiite zvaunoda iwe
handingazvigoni zvaunoda iwe ka
unoda kuti ndiite zvaunoda iwe
zvakandiwomera zvaunoda iwe ka
unoda kuti ndiite zvaunoda iwe
handizvikwanise zvaunoda iwe ka
unoda kuti ndiite zvaunoda chete
kwete ini zvandinodawo ka
mumwe nemumwe anoita zvaanokwanisa
kwete nhingi zvaanoda ka
mumwe nemumwe anoita zvaanogona
kwete nhingi zvaanoda ka
unoda kuti ndiite zvaunoda iwe
handingazvigoni zvaunoda iwe ka
unoda kuti ndiite zvaunoda iwe
handingazvigoni zvaunoda iwe ka
unoda kuti ndiite zvaunoda iwe
handingazvigoni zvaunoda iwe ka
unoda kuti ndiite zvaunoda chete
kwete ini zvandinodawo ka
mumwe nemumwе anoita zvaanokwanisa
kwete nhingi zvaanoda ka
mumwe nеmumwe anoita zvaanogona
kwete nhingi zvaanoda ka
unoda kuti ndiite zvaunoda iwe
handingazvigoni zvaunoda iwe ka
[verse 1: leonard dembo]
wotovhunza iye waunodana naye
kwete iniwo handingazvigone
wotovhunza dhiya waunodana naye
kwete iniwo handingazvigone
zvinondinetsa zvaunoda iwe
kwete iniwo handingazvigone
zvakandiwomera zvaunoda iwe
kwete iniwo handingazvigone
wotovhunza iye waunodana naye
kwete iniwo handingazvigone
imi ndimi munoziva maresvero angu ose
ndichagodini ndakaitwa materu enyu ka
imi ndimi munoziva maresvero angu ose
ndichagodini ndakaitwa materu enyu ka
kuresva ndekw_ngu ini, kurera inda inondisveta ropa
kuresva ndekw_ngu ini, kusenga inda inondisveta ropa
better kuiwuraya
[verse 2: leonard dembo]
ndinatse seiko monditsindika
mai vachipo here muchandiurayisa
mai vachipo imi muchandiurayisa
ndiwe chipo here uchandiurayisa
ndiwe chipo here uchandiurayisa
ndiwe chipo here uchandiurayisa
ndiwe chipo here uchandiurayisa
[verse 3: leonard dembo]
ndinatse seiko monditsindika
kuve muroora kuchandiurayisa
ndave mukwasha zvichandibayisa
mai vachipo here muchandiurayisa
mai vachipo imi muchandiurayisa
mai vachipo here muchandiurayisa
mai vachipo here muchandiurayisa
كلمات أغنية عشوائية
- cool joke - undo كلمات الأغنية
- motoda minako - kaze no uta كلمات الأغنية
- george jones - what my woman can't do كلمات الأغنية
- glee - we need a little christmas كلمات الأغنية
- glee - you're a mean one, mrgrinch كلمات الأغنية
- glee - the most wonderful day of the year كلمات الأغنية
- glee - o holy night كلمات الأغنية
- glee - o christmas tree كلمات الأغنية
- glee - merry christmas darling كلمات الأغنية
- george jones - where could i go but to her كلمات الأغنية