leonard dembo - tsika dzinokosha كلمات الأغنية
[verse 1]
baba naamai regai nditaure zvandaiona ndichiri mucheche
baba naamai regai nditaure zvandaiona ndichiri mucheche
kutora chinhu usina kuk_mbira ndinozviziva kutyora mutemo
kutora chinhu usina kuk_mbira ndinozviziva kuvhuna mutemo
kuzoba hunge ndachishaya, hunge ndachichiva kuti dai chiri changu
kuzoba hunge ndachishaya, hunge ndachichiva kuti dai chiri changu
[chorus]
tsika dzako mwanawe ngadziremekedzwewozve
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
tsika dzako mwanawe ngadziremekedzwewozve
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pane vakuru vari pamatare avo
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pane vakuru vari pamatare avo
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pavatezvara vawakaroorera
(ngavaremekedzwewo, ngavaremekedzwewo)
pangava pavatezvara vawakaroorera
(ngavaremekedzwewo, ngavaremekedzwewo)
[chorus]
tsika dzako mwana iwe ngadziremekedzewozve
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pane vakuru vari pamatare avo
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pavatezvara vawakaroorera
(ngavaremekedzwewo, ngavaremekedzwewo)
angava mudzimai wako wawakaroora
(mumuremekedzewo, mumuremekedzwewo)
[second chorus]
hembe yako mwanawe ngairemekedzwewo
(ngairemekedzeke, ngairemekedzeke)
pangava pane mitambo yaunofara nevamwe
(ngairemekedzeke, ngairemekedzeke)
panorairwa mwana wehurudza nherera tererawo
(dai w_ngobata rimwe ringatokupa upenyu)
panorairwa mwana wehurudza nherera tererawo
(dai w_ngobata rimwe ringatokupa upenyu)
كلمات أغنية عشوائية
- doktor kosmos - krig är mord كلمات الأغنية
- 4k4 music - djump كلمات الأغنية
- s club 8 - pretty boy كلمات الأغنية
- discipline - young & reckless كلمات الأغنية
- bruce hornsby - fortunate son/comfortably numb كلمات الأغنية
- gian & giovani - eu boto fé em mim كلمات الأغنية
- the lemonheads - pittsburgh كلمات الأغنية
- pearl - my heart isn't in it كلمات الأغنية
- dionne warwick - finder of lost loves كلمات الأغنية
- the oak ridge boys - dream on كلمات الأغنية