
leonard dembo - shiri yakangwara كلمات أغنية
[chorus: leonard dembo]
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga kuti
pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga
kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
inokandira mazai akafanana nevhu
iyo hurekure kuti vanhu vasaona, ngwara iwe
[chorus: leonard dembo]
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga
kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
zano rako chete, ndiro guru pak_misa bango rako
zano rako chete, ndiro guru pak_misa musha wako
hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunoronga
hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunofunga
zano rako chete ndiro guru pak_misa bango rako
كلمات أغنية عشوائية
- teenage bad girl - separate كلمات أغنية
- catherine britt - you and me against the wind كلمات أغنية
- vinetta - быстрее(faster) كلمات أغنية
- elle - the hero كلمات أغنية
- lil nas x & d4vd - strange times (demo) كلمات أغنية
- thalo - the things i hate look great on you كلمات أغنية
- klazer.mp3 - depression life كلمات أغنية
- kaj - bara bada bastu كلمات أغنية
- intaet - улыбнись, солнце (smile, sunshine) كلمات أغنية
- gangang collective - glaze on dookys guy كلمات أغنية