kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo - sheri unodada كلمات أغنية

Loading...

[chorus: leonard dembo]
mukoma handei k_musha tionoona nhamo dzinonetsa amai na baba (k_musha)
hanzvadzi yangu handei k_musha tionoona nhamo dzinonetsa amai na baba (k_musha)
vanogunun’una amai na baba k_musha vana vatakazvara (vanoiteiko)
husiponono hwese hwauinahwo hwakabva kuna mai na baba k_musha
nhasi sheri wodada wakafurirwa zvako uchandifungawo rimwe zuva
ndaiedzawo pandaigona kukupa zvandaiwana zvishoma
(ndaingoda rudo rwakakwana chete sheri, uchindibatawo somumwe wako chete)

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغنية الشائعة حالياً

Loading...