kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo - shamwari yangu warova كلمات الأغنية

Loading...

[chorus: leonard dembo]
shamwari yangu warova neiko kudaro?
shamwari basa ranga randiwandira
shamwari yangu warova neiko kudaro?
shamwari basa ranga randiwandira
ukandiona mukomana wamadhiri
ndinoonekwa nembonje
ukandiona mukomana wamadhiri
ndinoonekwa nembonje
ukamuona musikana wamadhiri
anoonekwa nemavanga
ukamuona musikana wamadhiri
anoonekwa nemavanga

[verse 1: leonard dembo]
yangu yekuda kupfuma iyi
yandipinza mudhiri shamwari yejere
yangu yekuda kupfuma iyi
yandipinza mudhiri shamwari yejere
ukamuona musikana wamadhiri
anoonekwa nekungwara
ukamuona musikana wamadhiri
anoonekwa nekungwara

[pre_chorus: leonard dembo]
uchisiyana nazvoka, vanokuda mwanawe
siyana nazvo vanochema amai
siyana nazvo vanochema baba vako
siyana nazvo vanochema k_musha iwe
siyana nazvo vanochema mhuri yese
[chorus: leonard dembo]
shamwari yangu warova neiko kudaro?
shamwari basa ranga randiwandira
ukandiona mukomana wamadhiri
ndinoonekwa nembonje
ukamuona musikana wamadhiri
anoonekwa nemavanga
yangu yekuda kupfuma iyi
yandipinza mudhiri shamwari yejere

[verse 1: leonard dembo]
ukamuona musikana wamadhiri
anoonеkwa nekungwara

[pre_chorus: leonard dembo]
uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
siyana nazvo vanochema amai
siyana nazvo vanochеma baba vako
siyana nazvo vanochema k_musha iwe
siyana nazvo vanochema mhuri yese
uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe
siyana nazvo vanochema amai
siyana nazvo vanochema baba vako
siyana nazvo vanochema k_musha iwe
siyana nazvo vanochema mhuri yese

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغاني الشهيرة

Loading...