kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo - sarura wako كلمات الأغنية

Loading...

[chorus: leonard dembo]
sarura wako anotamba zvaunoda ka
ndakasarudza w_ngu anotamba zvandinodawo
sarura wako anotamba zvaunoda ka
ndakasarudza w_ngu anotamba zvandinodawo
ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
iwe tamba tione chisikana chezera rangu
ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
iwe tamba tione chisikana chezera rangu iwe
dhiya w_ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwete kungopa wese_wese rudo rwaunondipa ini
dhiya w_ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwete kungopa wese_wese rudo rwaunondipa ini

[chorus: leonard dembo]
sarura wako anotamba zvaunoda ka
ndakasarudza w_ngu anotamba zvandinodawo
ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
iwe tamba tione chisikana chezera rangu
dhiya w_ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwete kungopa wese wese rudo rwaunondipa ini

[verse 1: leonard dembo]
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetiе
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
dhiya w_ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwеte kungopa wese_wese rudo rwaunondipa ini
kune zvakawanda zvinotitadzisa
kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa
kune zvakawanda zvinotitadzisa
kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa
[verse 2: leonard dembo]
dhiya w_ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwete kungopa wese_wese rudo rwaunondipa ini
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغاني الشهيرة

Loading...