leonard dembo - ndisiyei ndakadaro كلمات الأغنية
[verse 1: leonard dembo]
munhu ndiye akaipa, ndichiroora oti matsva matsva nemukadzi w_ngu
ndiregezve kuroora hunzi bhachura ratinetsa kubikira mumba muno
tiregezve kuroorwa hunzi mapfambi aya atinetsa mumba muno
vepamanext door navo ndisati ndawana, vanga vakamirira kuona mukadzi w_ngu
nhasi ndaroora vek_ma next door zvirehwarehwa, zvavo zvose voturira mukadzi w_ngu
[verse 2: leonard dembo]
ko zvakaipa here kuroora hama ndiudzeiwo?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ko zvakaipa here kuroora kuti tiwande?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ko zvakaipa here kuroora rudzi rukure?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
maoko akaipa pakudya pabasa akanaka aya
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
maoko anowanda pakudya pabasa akanaka aya
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi ini
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
[outro: leonard dembo]
munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka
munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka
ma_jealous
كلمات أغنية عشوائية
- яд добра (yad dobra) - густой дым (thick smoke) كلمات الأغنية
- split enz - firedrill كلمات الأغنية
- chris grey - i should be happy كلمات الأغنية
- mustari - ajarkeun كلمات الأغنية
- prince d'arabee - le clash كلمات الأغنية
- soen - virtue كلمات الأغنية
- walter sickert & the army of broken toys - radioactive brush كلمات الأغنية
- atheabstract - forbetterorworse كلمات الأغنية
- kd one seven - rip كلمات الأغنية
- jake williams, gridlock & mc caverinha - yo ya cambié كلمات الأغنية