leonard dembo - mutadzi ngaaregerewe كلمات الأغنية
[chorus: leonard dembo]
ndingabude seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingabude seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
pane uya wandofungira mweya wakaipa
iye akanditadzira, ndok_mbirawo ararame
pane uyo wandofungira mweya wakaipa
iye akanditadzira, ndok_mbirawo ararame
ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
zvisakanditadzira, ndok_mbirazve ndicheneswe
ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
zvisakanditadzira, ndok_mbirazve ndirarame
ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
tendeukai mutarise, tok_mbirazve araramе
ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
tendеukai mutarise, tok_mbira ngaararame
ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame
vachauya here baba, riiniko?
vachauya here baba, kuzotinunura?
vachauya here baba, riiniko?
vachauya here baba, kuzotinunura?
muchauya here baba, riiniko?
muchauya here baba, mukati mehondo?
muchauya here baba, riiniko?
muchauya here baba, mukati mehondo?
varipo here baba, varipiko?
vachauya here baba, kuzotinunura?
vachauya here baba, riiniko?
vachauya here baba, kuzotinunura?
[chorus: leonard dembo]
ndingabude seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingabude seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
[verse 1: leonard dembo]
pane uyo wandofungira mweya wakaipa
iye akanditadzira, ndok_mbirazve ararame
uya, uye wandofungira mweya wakaipa
iye akanditadzira, ndok_mbirazve ararame
[verse 2: leonard dembo]
ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
zvisakanditadzira, ndok_mbirazve ndicheneswe
ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
zvisakanditadzira, ndok_mbirazve ndirarame
[verse 3: leonard dembo]
ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
tendeukai mutarise, tok_mbirazve ararame
ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
tendeukai mutarise, tok_mbira ngavararame
ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame
[verse 4: leonard dembo]
ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
ndinoreurura ini reurura, kuti ndicheneswe
muchauya here baba, riiniko?
muchauya here baba, kuzotiraramisa?
muchauya here baba, riiniko?
muchauya here baba, kuzotiraramisa?
variko here baba, varipiko?
vachauya here baba, mukati mehondo?
variko here baba, varipiko?
vachauya here baba, mukati mehondo?
variko here baba, varipiko?
vachauya here baba, kuzotiraramisa?
كلمات أغنية عشوائية
- vangoffey - sucker كلمات الأغنية
- juno songs - battle! (gladion) with كلمات الأغنية
- odd nordstoga - vårløysing كلمات الأغنية
- fjorden baby! - sigøyneren كلمات الأغنية
- grems - dipro كلمات الأغنية
- deduction of a miscalculation - hold nu op كلمات الأغنية
- tume sod - xpeep كلمات الأغنية
- wavy cee - lost without you كلمات الأغنية
- lomepal - à peu près كلمات الأغنية
- spiritworld - deathwestern كلمات الأغنية