leonard dembo - muroora ngaarumbidzwe كلمات الأغنية
[verse 1: leonard dembo]
rimwe zuva ndakamboshaiwa hope, ndine pfungwa dzekuda kukuroora
[verse 2: leonard dembo]
rimwe zuva ndakamboshaiwa hope, ndine pfungwa dzekuda kukuroora
[verse 3: leonard dembo]
kuti tiitewo zvinoita vamwe, vanodanana zvinozivikanwa nemadzibaba avo
[verse 4: leonard dembo]
kuti tiitewo zvinoita vamwe, vanodanana zvinozivikanwa nemadzibaba avo
[verse 5: leonard dembo]
kuti tishandirewo imba yedu, zvinoita vamwe vanoshandira dzimba dzavo
[verse 6: leonard dembo]
kuti tishandirewo imba yedu, zvinoita vamwe vanoshandira dzimba dzavo
[verse 7: leonard dembo]
uchazovawo riini muroora, pauchauya k_mba kwedu?
uchazovawo riini muroora, pauchauya k_mba kwedu?
uchazovawo riiniwo w_ngu, patichafara k_mba kwedu?
uchazovawo riiniwo w_ngu, patichafara k_mba kwenyu?
[chorus: leonard dembo]
tichiti ngaarumbidzwe (muroora ngaarumbidzwe)
ngaarumbidzwe (muroora ngaarumbidzwe)
tichiti ngaarumbidzwe (muroora ngaarumbidzwe)
namwarizve ngaarumbidzwe (muroora ngaarumbidzwe)
chokwadika ngaarumbidzwe (muroora ngaarumbidzwe)
namwarizve ngaarumbidzwe (muroora ngaarumbidzwe)
chokwadika ngaarumbidzwe (muroora ngaarumbidzwe)
muroora munhu akanaka (muroora ngaarumbidzwe)
mwanasikana munhu akanaka (muroora ngaarumbidzwe)
mwanakomana munhu akanaka (muroora ngaarumbidzwe)
chokwadika ngaarumbidzwe (muroora ngaarumbidzwe)
chokwadika ngaarumbidzwe (muroora ngaarumbidzwe)
كلمات أغنية عشوائية
- dj kho - i'll be honest (we aint lying this time around) كلمات الأغنية
- troy striker - infinite loop كلمات الأغنية
- mrnah - 8 piece freestyle كلمات الأغنية
- papamike & tuboybeats - o chamado كلمات الأغنية
- fischermätteli hood gäng - i weiss das كلمات الأغنية
- kisnue (키스누) - demons my darling كلمات الأغنية
- dare david, osby berry - eze كلمات الأغنية
- carlix rin - unfinished business كلمات الأغنية
- pilita corrales - ang diwa ng pasko كلمات الأغنية
- ericdoa - a lantern to a montague كلمات الأغنية