leonard dembo - munovenga mudzimai wangu كلمات الأغنية
[chorus: leonard dembo]
hama dzangu munovenga mudzimai w_ngu wandinoda
ndingauvake seiko musha wacho uyu?
hama dzangu munovenga mudzimai w_ngu wandinoda
ndingaugare seiko musha wacho ini?
hama dzangu munovenga basa rangu randinoda
ndingarishande seiko imi musingaride?
hama dzangu munovenga basa rangu randinoda
ndingarishande seiko imi musingaride?
kuzoti ndikave rovha
pamba penyu mungandichengete here imika?
kuzoti ndikave simbe
pamba pano mungandiyemure here imika?
kuzoti ndikave mbavha
pamba penyu mungadide here imika?
kuzoti ndikave tsotsi
pamba penyu mungadide here imika?
kuzoti akave pfambi
pamba penyu mungamude here imika?
(regai aroorwe, regai aroorwe iye)
[chorus: leonard dembo]
hama dzangu munovenga mudzimai w_ngu wandinoda
ndingaugare seiko musha wacho ini?
hama dzangu munovenga basa rangu randinoda
ndingarishande seiko imi musingaride?
kuzoti ndikave rovha
pamba penyu mungandichengete here imika?
kuzoti ndikave simbe
pamba pano mungandiyemure here imika?
kuzoti ndikave mbavha
pamba penyu mungadide here imika?
kuzoti ndikave tsotsi
pamba penyu mungadide here imika?
kuzoti akave pfambi
pamba penyu mungamude here imika?
(regai aroorwe, regai aroorwe yeye)
[pre_chorus: leonard dembo]
aiwa ndaneta kutaura manyanya
zvenyu ndakonewa
ndogara seiko kutaura manyanya?
zvenyu ndakonewa
toshanda seiko kutaura manyanya?
zvenyu takonewa
ruvengo rwanyanya, kutaura manyanya
zvenyu takonewa
tiregerereiwo kutaura taneta
zvenyu takonewa
totokutyai kutaura manyanya
zvenyu takonewa
toshanda seiko kutaura manyanya?
zvenyu takonewa
كلمات أغنية عشوائية
- dre zounds - the audible كلمات الأغنية
- luxor (russia) - океан (ocean) كلمات الأغنية
- rauf & faik - что такое любовь? (what is love?) كلمات الأغنية
- alvin misfit - society كلمات الأغنية
- d.lars - lag كلمات الأغنية
- joseph victorian - the journey كلمات الأغنية
- lil chvnel "the hentai godde$ " - fillin (snippet) [tayk gun him down remix] كلمات الأغنية
- 101barz - jermaine niffer - zomersessie 2017 كلمات الأغنية
- edinstvena opcija - novo lisice budalo كلمات الأغنية
- todd snider - watering flowers in the rain كلمات الأغنية