
leonard dembo - mazano كلمات أغنية
[verse 1: leonard dembo]
usaona madhliwayo uyo akachenawo kudai
iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee
usaona madhliwayo uyo akachenawo kudai
iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee
usaona mwana uyu akachenawo kudai
iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee
usaona mwana uyu akachenawo kudai
iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee
baba namai vake vaimuchengeta
koo iwe unozomuchengeta here?
baba namai vake vaimuchengeta
koo iwe unozomuchengeta here?
[verse 2: leonard dembo]
munoziva kutambura kwake mwana wenyu
dai mamupa makomborero
munoziva kutambura kwake mwana wenyu
dai mamupa makomborero
makatambura naye mwana uye
dai mamupa zvakawanda
makatambura naye mwana wenyu
dai mamupa zvakawanda
dai mamupa vanakomana vakawanda
rudzi rwake rudikidiki
mozomupa vanasikana vakawanda
madzitete anopa mazano
dai mamupa vanakomana vakawanda
rudzi rwake rudokodoko
mozomupa vanasikana vakawanda
madzitete anopa mazano
munoziva kutambura kwake mwana wenyu
dai mamupa makomborero
munoziva kutambura kwake mwana uyu
dai mamupa makomborero
dai mamupa vanakomana vakawanda
rudzi rwake rudikidiki
mozomupa vanasikana vakawanda
madzitete anopa mazano
كلمات أغنية عشوائية
- rachi xtndo - touchdown كلمات أغنية
- enol - peter pan كلمات أغنية
- ynkeumalice - one night milf (remix) كلمات أغنية
- korsakow (deu) - gute gründe كلمات أغنية
- landokmai - b-d-bub-ba كلمات أغنية
- 84 (rus) - вина (fault) كلمات أغنية
- james griffin - pair of 8's كلمات أغنية
- sinan sakić - sad verujem u čuda كلمات أغنية
- g-eazy - all i wanna do كلمات أغنية
- deadsay - kyiv كلمات أغنية