
leonard dembo - mai nevana navo كلمات أغنية
[verse 1: leonard dembo]
mai vane vana vavo
vanovandenderedza
vanovandenderedza
hapana wavanorasa
[verse 2: leonard dembo]
mai vane vana vavo
vanovandenderedza
vanovandenderedza
hapana wavanorasa
[verse 3: leonard dembo]
kunyangwe rikava benzi, vanongondenderedza
vanongondenderedza
havarase kana mumwe
[verse 4: leonard dembo]
kunyangwe rikava benzi, vanongondenderedza
vanongondenderedza
havarase kana mumwe
[verse 5: leonard dembo]
kana mukaenda mukavaona mhai
munditumira tsamba
kana kunditumira shoko
kana mukaenda mukavaona mhai
munditumira tsamba
kana kunditumira shoko
[verse 6: leonard dembo]
kana ndiri kure mhai
ndichatumira tsamba
kana kungotumira shoko
kana ndiri kure mhai
ndichatumira tsamba
kana kungotumira shoko
[verse 7: leonard dembo]
mukoma shandai muchifunga k_musha
mukoma shandai muchifunga k_musha
makakura muri nherera hanzvadzi
amai vakatambura nesu
mukoma shandai muchifunga k_musha
mukati dendеra mangwana moenda k_musha
mukati dendera mangwana moеnda k_musha
mukati dendera mangwana moenda k_musha
mukati dendera mangwana toenda k_musha
tikati dendera mangwana toenda k_msha
kwatinoona vadiwa vamukoma
tikati dendera mangwana tofunga k_musha
ndikafunga dendera mangwana ndoenda k_musha
[outro: leonard dembo]
vakoma tsamba ndakaiona zvese ne shoko zvakasvika
zvino ndanga ndati munditumirewo shuka ne chingwa ndakuvara ne drought kuno
كلمات أغنية عشوائية
- all caps - happy كلمات أغنية
- all boro kings - broke drunk كلمات أغنية
- ali campbell - hold me tight كلمات أغنية
- aliens - only waiting كلمات أغنية
- hot rod circuit - holding on to nothing كلمات أغنية
- alkonost - song of smith (sledge hammer!) كلمات أغنية
- alive in wild paint - traffic كلمات أغنية
- alexis korner - stormy monday blues كلمات أغنية
- alexander klaws - love at first sight كلمات أغنية
- alan menken - kiss the girl كلمات أغنية