kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

leonard dembo - dudzai كلمات أغنية

Loading...

[chrous: leonard dembo]
dudzai mudiwa, kana usingachandida
ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena

[verse 1: leonard dembo]
nhoroondo dzako dzinondizvimbira
nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa

unoudza gezatidye kuti kana ini ndauya, tambira kure
paidamoyo uchandiurayisa

rine manyanga hariputirwe
rimwe zuva dhiya w_ngu, zvichabuda pachena

[chorus: leonard dembo]
dudzai mudiwa, kana usingachandida
ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena
dudzai mudiwa, kana usingachandida
ini handina zvinondinetsa, ndibudirewo pachena
[verse 2: leonard dembo]
nhoroondo dzako dzinondizvimbira
nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa
nhoroondo dzako dzinondizvimbira
nokuti zvino wandichembedza, ndave kukusemesa
unoudza gezatidye kuti kana ini ndauya, tambira kure
paidamoyo uchandiurayisa
rine manyanga hariputirwe
rimwe zuva dhiya w_ngu, zvichabuda pachena
rine manyanga hariputirwe
rimwe zuva dhiya w_ngu, zvichabuda pachena

[verse 3: leonard dembo]
kana usingachandide unodireiko kundirevareva
hinde hinde hinde mama
kana usingachandide unodireiko kundishambadzawo
hinde hinde suka ngozi
kana usingachandide unodireiko kundishandisawo
hinde hinde hinde mama
kana usingachandide unodireiko kundishainira
hinde hinde suka ngozi
kana usingachandide unodireiko kundipozerawo
hinde hinde hinde mama
kana usingachandide unodireiko kundiremedza

[verse 4: leonard dembo]
kana usingachandide unodireiko kundirevareva
hinde hinde hinde mama
kana usingachandide unodireiko kundishambadza
hinde hinde suka ngozi
kana usingachandide unodireiko kundiremedza
hinde hinde hinde mama
kana usingachandide unodireiko kundishandisawo
hinde hinde suka ngozi
kana usingachandide unodireiko kundipozera
hinde hinde hinde mama
kana usingachandide unodireiko kundishainira
hinde hinde suka ngozi
kana usingachandide unodireiko kundipozerawo
hinde hinde hinde mama
kana usingachandide unodireiko kundipozerawo
hinde hinde suka ngozi
kana usingachandide unodireiko kundiremedza
hinde hinde hinde mama
kana usingachandide unodireiko kundirevareva
hinde hinde suka ngozi

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغنية الشائعة حالياً

Loading...