leonard dembo - dhiya wangu lovemore كلمات الأغنية
[verse 1: leonard dembo]
kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa w_ngu
uchiti unondida
handizorikanganwiwo zuva riya dhiya w_ngu
uchiti unofa uneni
[verse 2: leonard dembo]
rudo rwainyaradza chiri mumakomo
tichidya muchero werudo
kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa w_ngu
uchiti unondida
handizorikanganwiwo zuva riya dhiya w_ngu
uchiti unofa uneni
rudo rwainyaradza chiri mumakomo
tichidya muchero werudo
kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa w_ngu
uchiti unondida
[verse 3: leonard dembo]
handizorikanganwiwo zuva riya dhiya w_ngu
uchiti unofa uneni
rudo rwainyaradza chiri mumakomo
tichidya muchero werudo
[verse 4: leonard dembo]
kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa w_ngu
uchiti unondida dhiya (iwe)
handizorikanganwiwo zuva riya dhiya w_ngu
uchiti unofa uneni
[verse 5: leonard dembo]
rudo rwainyaradza chiri mumakomo
tichidya michero yerudo
[verse 6: leonard dembo]
taidana kare kare, taidanana wani
taidana kare kare, taidanana wani
taidanana tichiti dhiya, taidanana wani
taidanana tichiti dhiya, taidanana wani
taidana kare kare, taidanana wani
taidanana tichiti dhiya, taidanana wani
dhiya w_ngu lovemore iwe
dhiya w_ngu lovemore iwe
dhiya w_ngu lovemore iwe
dhiya w_ngu lovemore iwe
asi newe dhiya w_ngu uri rough
ungandirongere kebheji
[verse 7: leonard dembo]
dhiya w_ngu uri rough ungandirongerе kebheji
dhiya w_ngu uri rough ungandirongerе kebheji
dhiya w_ngu uri rough ungandirongere kebheji
[verse 8: leonard dembo]
dhiya w_ngu lovemore iwe
dhiya w_ngu lovemore iwe
dhiya w_ngu lovemore iwe
dhiya w_ngu lovemore iwe
dhiya w_ngu lovemore iwe
shuwa
كلمات أغنية عشوائية
- kidz bop kids - big time rush كلمات الأغنية
- frida gold - zeig mir, wie du tanzt كلمات الأغنية
- soundtracks - dmx feat. eminem & obie trice - go to sleep كلمات الأغنية
- mark oh - never stop that feeling كلمات الأغنية
- maywood - turn to me كلمات الأغنية
- banda el recado - parece mentira كلمات الأغنية
- duck duck goose - i came, come كلمات الأغنية
- ben colder - don't go near the eskimos كلمات الأغنية
- ben colder - still no. 2 كلمات الأغنية
- soundtracks - dmx - x gonna give it to ya كلمات الأغنية