leonard dembo - chengeto كلمات الأغنية
[verse 1: leonard dembo]
ndakatambura zvikuru ndichikutsvaga iwe nechinangwa chekuti tivake musha weduka
ndakatambura zvikuru ndichikutsvaga iwe nechinangwa chekuti tivake dumba reduwo
woenda iwe kudunhu riri kure wondikanganwawo seiko dhiya w_ngu?
woenda iwe kudunhu riri kure wondikanganwazve seiko mumwe w_ngu?
[verse 2: leonard dembo]
ndakatambura zvikuru ndichikutsvaga iwe nechinangwa chekuti tivake musha weduwo
woenda iwe kudunhu riri kure wondikanganwawo seiko mumwe w_nguka?
[chorus: leonard dembo]
chengeto hohooo ndakakusarudza wani
chengeto hohooo ndakakusarura wani
chengeto hohooo ndakakusarudza wani
chengeto hohoo ndisarudzewozve
chengeto hohoo ndisarurewo
chengeto hohoo ndisarudzewozve
chengeto hohoo usandinyadzise iwe
chengeto hohoo usandinyadzise
chengeto hohoo usandinyadzise iwe
[verse 3: leonard dembo]
ndakatambura zvikuru ndichikutsvaga iwe nechinangwa chekuti tivake musha weduka
ndakatambura zvikuru ndichikutsvaga iwe nechinangwa chekuti tivake dumba reduwo
woenda iwe kudunhu riri kure wondikanganwawo sei dhiya w_ngu?
woenda iwe kudunhu riri kure wondikanganwawo sei mumwe w_ngu?
ko meso wani wakasvinura wakasvika
zviri zvimwe zvese tozoringa runako
ko moyo wakaipa kudaro wakazoutorepiko?
baba naamai vangu vakak_mirira
hama dzangu dzose dzakak_mirira
kuti uuye zvedu kuzofara pamwe
kuti uuye zvako kuzotonga k_musha
ko moyo wakaipa kudaro wakazoutorepiko?
[chorus: leonard dembo]
chengeto hohoo wandishoreiko?
chengeto hohoo wandishoreiko?
chengeto hohoo wandishoreiko?
chengeto hohoo ndisarudzewozve
chengeto hohoo ndisarurewo
chengeto hohoo ndisarudzewozve
chengeto hohoo ndisarudzewozve
chengeto hohoo ndisarudzewozve
chengeto hohoo ndisarudzewozve
كلمات أغنية عشوائية
- kennedy betts - chapter 21. i feel so light. كلمات الأغنية
- oliver heimach - pressure كلمات الأغنية
- nill - stay high كلمات الأغنية
- דוד מעיין - mashe'hu - משהו - david maayan كلمات الأغنية
- saian - milis كلمات الأغنية
- king gordy - f.k. كلمات الأغنية
- rigby - headache كلمات الأغنية
- black t - cafè & brioches كلمات الأغنية
- sale tru - da li znaš كلمات الأغنية
- saca - what you can do كلمات الأغنية