leonard dembo - chaputa كلمات الأغنية
[chorus]
ayo makomo ari kure ndiko kwatinoenda
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
ayo makomo ari kure ndiko kwatinoenda
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
ayo makungwa ari kure ndiko kwatinoenda
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
ayo makungwa ari kure ndiko kwatichasvika
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
iyo nyika iri kure ndiko kwatichagara
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
iyo nyika iri kure ndiko kwatichagara
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
ndingazive seiko inini kuti ndichasvikako?
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
ungaziva seiko iwewe kuti uchasvikako?
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
nehama yako chete ndiye marufu uyo
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
[chorus]
ayo makomo ari kure ndiko kwatinoenda
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
ayo makomo ari kure ndiko kwatinoenda
chaputa ho ndipеwoka zano ndifare
ayo makungwa ari kure ndiko kwatichasvika
chaputa ho ndipewoka zano ndifarе
iyo nyika iri kure ndiko kwatichagara
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
ndingazive seiko inini kuti ndichaendako?
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
ungaziva seiko iwewe kuti uchasvikako?
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
nehama yako chete ndiye marufu uyo
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
nehama yedu chete ndiye marufu uyo
chaputa ho ndipewoka zano
chaputa hoho hoho ndipewoka zano ndifare
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
chaputa hehe hehe ndipewoka zano ndifare
chaputa ho ndipewoka zano ndifare
[outro]
ehe
ehe
ehe
ehe
ehe
ehe
ehe
ehe
ah, ndezve shuwa
كلمات أغنية عشوائية
- bigott - dead mum walking كلمات الأغنية
- tandem felix - mother teresa, the butcher of albania, pt. 1 كلمات الأغنية
- the dells - does anybody know i'm here? - single version كلمات الأغنية
- anne mattila - pienen hetken كلمات الأغنية
- el movimiento alterado - intro كلمات الأغنية
- sopa de cabra - pell de lluna كلمات الأغنية
- buck 65 - talking fish blues كلمات الأغنية
- rurutia - behind the blue (midnight story remix) كلمات الأغنية
- flex - bonita - feat. fanny lu كلمات الأغنية
- glee cast - i'm the greatest star (funny girl) كلمات الأغنية