lecko_blecko - ndinoda mababie (nzenza) كلمات الأغنية
intro
pruuuu disss
shalalalalala
ngribum ngribumbumbum(rastafarian prayer)
mi di s-x bwoi
gyal
verse
ndinoda mabby mvana zvichembere
everytym weh mi go ingori kepele
ndakazojuma dhafu dhudha mafetshle fetshle
rinodonhedza musika kyt dhebhe dhebhe
chorus
handsis boe pamabby kunge njovera
handina typ ndoda slenda kana zikorera
kunge ngoma handimbomira kutoyopera
mazmomx emuraini semapills ondikabira
verse
ndakazodhumanisa sindy sandy nadelila
apa ngoma ndichingobva kunoshamira
vakandisumudxa nebrugwa kudakundikwatura
ndakangoti nhasy xvandiwana zvekudakukambura
hobho ndaneta nawo maflavr kunge musombo
twuzvimoko twozviketa kyt ndrimboko
ndowanzo sakura mumunda ndisina msjombo
apa mabby kutapira kudarika mukoko
chorus
handsis boe pamabby kunge njovera
handina typ ndoda slenda kana zikorera
kunge ngoma handimbomira kutoyopera
mazmomx emuraini semapills ondikabira
verse
mumugheto mangu vana vakulockerwa mugate kunge mujeri
mkoma pamukadzi wavo haachanditembi
vakanditema nemusuwa wejembi
ndatsonywa nemkadzi ii kasingaperi
dziri nhau dzechilata ndinonakura
ose mafalvr buh ndinokambura
pane vese ndine one akazvitakura
asi kunamomz ii sati ndazvitaura
chorus
handsis boe pamabby kunge njovera
handina typ ndoda slenda kana zikorera
kunge ngoma handimbomira kutoyopera
mazmomx emuraini semapills ondikabira
verse
ndinoda mabby mvana zvichembere
everytym weh mi go ingori kepele
ndakazojuma dhafu dhudha mafetshle fetshle
rinodonhedza musika kyt dhebhe dhebhe
back to chorus
كلمات أغنية عشوائية
- sally shapiro - dulcinea كلمات الأغنية
- sofia dragt - out of town كلمات الأغنية
- lewis poole - one in a million كلمات الأغنية
- юра аристов (yura aristov) - автобус (bus) كلمات الأغنية
- hulkoff - ulfhednar (vinland edition) كلمات الأغنية
- role model - if jesus saves, she's my type كلمات الأغنية
- comi & mic mc - kome da verujem كلمات الأغنية
- oyaji - ne3mah | نعمة كلمات الأغنية
- tpn familia - obraz czasu كلمات الأغنية
- laura canales - palomita errante كلمات الأغنية