lai gboy ghettozone - part of life كلمات الأغنية
wemanuff(bigstar music) paita zvelove
gstar one drop tak_mhanyira kutop bwaaka
mirira(kusvika ndadzoka)
mirira(kwandichaenda)
babie chingomirira(kusvika ndadzoka)
mira usachema iwe(its part of life)
kunyangwe zvichirema iwe(its part of life)
nyangwe ndiende kure rudo rusagume iwe iwe
usatsvage mumwe rudo rusagume iwe iwe
wongochengeta muhana
kuitira ndikazodzoka mangwana
kufunga zvakawanda
hazviite ndinodzoka mudiwa ah
usatambisa
rudo rwandichakusira usatengesa
asi chingoziva kuti ndokudisa
sure babie w_ngu, ndokupromisa
vakandiona ndakabata shaya
ndinenge ndakusuwa mumoyo mangu
dzimwe nguva life haimbofaya ndichinge ndakushaya mumoyo mangu aaah
mira usachema iwe usachema iwe(its part of life)part of life
kunyangwe zvichirema iwe zvichirema iwe iwe(its part of life)
nyangwe ndiende kure kure kure rudo rusagume rwusagume iwe iwe
usatsvage mumwe usatvatsvage mumwe rudo rusagume iwe iwe
ndakakusimbisa kubvira zuva rekutanga
rudo rwedu babie ngarusave rwemasanga
asi ndinodzoka ndakunoshanda
usaterere vanongovhiringa
mirira(kusvika ndadzoka)
mirira(kwandichaenda)
babie chingomirira(kusvika ndadzoka)
mira usachema iwe(its part of life)
kunyangwe zvichirema iwe(its part of life)
nyangwe ndiende kure rudo rusagume iwe iwe
usatsvage mumwe rudo rusagume iwe iwe
wongochengeta muhana
kuitira ndikazodzoka mangwana
kufunga zvakawanda
hazviite ndinodzoka mudiwa ah
usatambisa
rudo rwandichakusira usatengesa
asi chingoziva kuti ndokudisa
sure babie w_ngu, ndokupromisa
vakandiona ndakabata shaya
ndinenge ndakusuwa mumoyo mangu
dzimwe nguva life haimbofaya ndichinge ndakushaya mumoyo mangu aaah
كلمات أغنية عشوائية
- pheonix jackson - blowin' piss stand كلمات الأغنية
- l'alchimiste - l'essentiel كلمات الأغنية
- catherine corelli - blue grin (feat. chilledalone) كلمات الأغنية
- tages - ride your pony كلمات الأغنية
- bêta.kp - pasta كلمات الأغنية
- barry white - just the way you are (7" version) كلمات الأغنية
- broderick jones - pokemon ü كلمات الأغنية
- nina storm - ti mi nisi drug كلمات الأغنية
- david asphalt - wieder drauf كلمات الأغنية
- gabriel esquitini - era uma vez كلمات الأغنية