
killer t - waidongorera كلمات أغنية

[intro]
aiwa hoye woye
[verse 1]
vaida kuti ndikanganikwe
vaida kuti ndisayeukwe
vaida kuti ndikanganikwe
vaida kuti ndisayeukwe
[chorus]
vaida kuona kuona zvinhu zvedu
kana vachiona vochidii
vaingodongorera
dongo waidongo waido vaingodongorera
dongo waidongo waido
vaidongorera
vaida kuona kuona zvinhu zvedu
kana vachiona vochidii
vaingodongorera
dongo waidongo waido
vaingodongorera
dongo waidongo waido
vaidongorera
[verse 2]
zvikanzi mudhonzei kana munyanza mukandeyi
vhunzai mukudzeyi kuti ndakavatadzireiko
ngoma dzawavakutiridzira
dzavakuzotiparira tinoda kurera vana kuti vazotichengeta
nyaya iya zvandaitaura maiona
chifamba wakangwarira ungaita tsaona
gara w_ngovasimbisa pano paoma
natsa kudyiwa nehove ungaite sajonah
gudo kukwira makomo kwira kwasviba
natsa kudyiwa nenguva kusara mundima
pamunozoda kutevera ndenge ndaenda
pazvinenge zvakunakira siya watenda
[chorus]
dongo waidongo waido
vaingodongorera
dongo waidongo waido
vaidongorera
vaida kuona kuona zvinhu zvedu kana vachiona vochidii
vaingodongorera
dongo waidongo waido
vaingodongorera
dongo waidongo waido
vaidongorera
[verse 3]
vamwe vachida kukuvharira kunzе
nyangwe zvikakusvota iwe usabvunze
kana zvisingabudе iwe usabvume, havana chavati vanzwa vane mavhunze
zvikanzi mudhonzei, kana munyanza mukandeyi
vhunzai mukudzeyi kuti ndakavatadzireiko
ngoma dzaavakutiridzira dzavakuzotipatira
tinoda kurera vana kuti vazotichengeta
nyaya iya dzandaitaura maiona
chifamba wakangwarira ungaita tsaona
kutamba kwenyu akomana hamuite
aiwa hoye woye
kutamba kwenyu asikana hamuite
ndati hoye woye
kudzika pasi akomana hamuite
aiwa hoye woye
kutamba kwenyu akomana hamuite
aiwa hoye woye
vaida kuona kuona zvinhu zvedu kana vachiona vochidii
vaingodongorera
[chorus]
dongo waidongo waido
vaingodongorera
dongo waidongo waido
vaidongorera
vaida kuona kuona zvinhu zvedu kana vachiona vochidii
vaingodongorera
dongo waidongo waido
vaingodongorera
dongo waidongo waido
vaidongorera
vaida kuona, kuona zvinhu zvedu
kana vachiona vochidii?
vaingodongorera
كلمات أغنية عشوائية
- reezill - blaza كلمات أغنية
- mr want - mi chiedo perche كلمات أغنية
- jacob turner - the one everyone knows كلمات أغنية
- klooz - fly away كلمات أغنية
- cö shu nie - miracle كلمات أغنية
- teen in times/tnt (時代少年團) - go up boy (向上吧少年) كلمات أغنية
- egon wellesz - to sleep, op. 94 كلمات أغنية
- grup vitamin - cin fikirlim كلمات أغنية
- ovrwrld - 2am كلمات أغنية
- phunk b x gazah - două neveste كلمات أغنية