kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

khiama boys - mabhauwa كلمات الأغنية

Loading...

[verse 1: system tazvida & al!ck macheso]
iwe mabhauwa uchatondiroora chete
iwe mabhauwa uchatondiroora chete
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe (mabhauwa)
iwe mabhauwa uchatondiroora chete
iwe mabhauwa uchatondiroora chete
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe
nguva yangu yapera ndichingomirira iwewe (mabhauwa)
haiite iyoyo
nhaka uchatondiroora chete

[chorus: system tazvida]
zvekukechwa_kechwa, ini handimbozvifarire
zvekukechwa_kechwa, ini handimbozvifarire
zvekukechwa_kechwa amai, ini handimbozvifarire
zvekukechwa_kechwa, ini handimbozvifarire
pa_restaurant ndichaendwa neni
pa_restaurant ndichaendwa neni
handidi pa_restaurant amai ndichaendwa neni
mabhauwa iwe ndidevo kani
mabhauwa iwe ndidevo kani
mabhauwa iwe ndidewo kani
ida mwana zvifambe
ungadya izvozvo
[pre_chorus: system tazvida]
mabhauwa iwe, ndide, ndide
mabhauwa iwe, ndide, ndide
mabhauwa iwe, ndide, ndide
mabhauwa iwe, ndide, ndide
ndide ndidewo

[verse 2: system tazvida]
amaihwe kani amai
amaihwe kani amai
endai mundoudza tete rose
nhasi mwana uye wandiramba
mabhauwa wenyu wandiramba
ndozviudza aniko amai, ah?
ndozviudza aniko amai?
iwe
zverudo zvagara zvinonetsa

[verse 3: system tazvida]
ndingafara seiko iwe wandiramba?
ho, ndingafara seiko iwe wandiramba?
ho, ndingafara seiko iwe wandira_
hama ndingafara seiko iwe wandiramba?
ho, ndingafara seiko iwe wandira_
baba ndingafara seiko iwe ini ndarambwa?
ho, ndingafara seiko ini ndarambwa?
hama ndingafara seiko iwe wandiramba?

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغاني الشهيرة

Loading...