kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

jah prayzah – hello mama كلمات اغاني

Loading...

heee mwanangu
ropa rangu
haubve pamoyo pangu

uri ura w-ngu

chiringa zuva
kufamba kwenguva
zvondopinda muguva

asi ndingafare kutambira runhare
chiiko mwanangu
chaita unyarare?

dai w-ngoti
‘h-llo, mama’
‘h-llo, mama’
wongoti
‘h-llo, ehh mama’
‘h-llo, mama’

inga waisimbotumira chouviri
zvauine marokwe, jazi neshari
nhasi zvondovatira mbeva mbiri
mai vako ndongogarira guyo neduri
rufu harumbo mirira kurira kwetsuri
sare ndironge mashoko kunge nyanduri

asi ndingafare kutambira runhare
chiiko mwanangu
chaita unyarare?

dai w-ngoti
‘h-llo, mama’
‘h-llo, mama’
wongoti
‘h-llo, ehh mama’
‘h-llo, mama’

ehh mhaiyo, musaita chirwere chemoyo
zikide, zikide haa chinono
ndinoramba ndichingoti ‘ini ndichazo’
hai ndinomirira tomorrow
mumoyo mangu mun-bvire kamoto

hai hamuna runyararo
zikide, zikide haa chinono

muchandinzwa ndichiti
‘h-llo, ehh-‘
‘h-llo, hie, mama’
‘h-llo, ehh mama’

hai hai ndinodzin’aira nyika nema tsotsi
ehh ah ndinotsika-tsika kutsika pasi

kutsika pasi
kushandira
kunge tsotsi
amai vangu
kutsika pasi
kushandira
kunge tsotsi
mhuri yangu

ndiri musango
kushandira
ahh eh-eh
amai vangu
ndiri chinhambo
kushandira
ahh eh-eh
mhuri yangu

kudzinga nhamo
kushandira
ahh yo-yo-yo
amai vangu
kutsvaga umambo
kushandira
ahh yo-yo
mhuri yangu

ndiri musango
kushandira
ahh eh-eh
amai vangu
ndiri chinhambo
kushandira
eh eh-eh
mhuri yangu

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...