
jah prayzah - taura كلمات أغنية
[chorus]
taura ndakaterera (taura)
usingataure paumire (taura)
une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
unenge usingandirangarire (taura)
mangwana, mangwana waenda (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mutoro wakarema kudai (taura)
usipo ndiani anganditsurire (taura)
taura ndakaterera (taura)
usingataure paumire (taura)
une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mangwana, mangwana waenda (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mutoro wakarema kudai (taura)
usipo ndiani anganditsurire (taura)
[verse 1]
nemwoyo w-ngu unorwadza
nechisuwo dhiya
ndichinge ndiri kure kure
ndiri kure newe
misodzi yangu inoyerera
nechisuwo dhiya
ndichinge ndiri kure kure
ndiri kure newe
ndimirire ndichauya
nerudo kadhiya nerudo
ndimirire ndichauya
nerudo kadhiya nerudo
[bridge]
inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
inyaya yeraramo, kushandira ramangwana (ramangwana)
inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
inyaya yepundudzo, kushandira ramangwana (ramangwana)
[verse 2]
pandakatevera zvose zvaunotaura
seshirikadzi mudiwa ndinoyeura
rin-buda richinyura dhiya ndakatarisa
handiore mwoyo ndichingoti uchauya
pawakasvika musha wakaparara
pawakasvika, mombe rufu yorira
pawakasvika musha wakaparara
pawakasvika, mombe rufu yorira
[chorus]
taura ndakaterera (taura)
usingataure paumire (taura)
une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mangwana, mangwana waenda (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mutoro wakarema kudai (taura)
usipo ndiani anganditsurire (taura)
taura ndakaterera (taura)
usingataure paumire (taura)
une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
unenge usingandirangarire (taura)
mangwana, mangwana waenda (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mutoro wakarema kudai (taura)
usipo ndiani anganditsurire (taura)
[verse 3]
kuva newe ndinoda dhiya
ndinenge ndapotsa potsa
ndinenge ndacrossa border
ndichinohodha hodha
ndakura, ndakabuda mugota
hupenyu hwakanaka ndohurota
ndinoda tizofambawo nemota
mumba musina chinoshota
ndinoda kuva nezvaunoda
budiriro ndiyo yandinoda
[bridge]
inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
inyaya yeraramo, kushandira ramangwana (ramangwana)
inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
inyaya yepundudzo, kushandira ramangwana (ramangwana)
[chorus]
taura ndakaterera (taura)
usingataure paumire (taura)
une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mangwana, mangwana waenda (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mutoro wakarema kudai (taura)
usipo ndiani anganditsurire (taura)
taura ndakaterera (taura)
usingataure paumire (taura)
une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mangwana, mangwana waenda (taura)
zvaunenge usingandirangarire (taura)
mutoro wakarema kudai (taura)
usipo ndiani anganditsurire (taura)
[outro]
taura dhiya w-ngu
taura chete
taura ndakaterera
taura, taura
taura, taura
taura, taura
taura dhiya w-ngu
taura chete
taura ndakaterera
taura, taura
كلمات أغنية عشوائية
- juice wrld - oreo - juice wrld كلمات أغنية
- seth hirsch - this app sucks and my eyes hurt كلمات أغنية
- rodway - don't stop trying كلمات أغنية
- ari koretkii - fake كلمات أغنية
- lil skies - going off كلمات أغنية
- rob$hnob - tom & jerry كلمات أغنية
- jonny craig - block out the noise كلمات أغنية
- alissa griffith - what i've been missin' كلمات أغنية
- evan the blonde - make it pop كلمات أغنية
- amaal - so what كلمات أغنية