jah prayzah - takarasima lyrics
chera, ukande mbewu wosima
um, chera (aah, ha, ha)
hm, chera ukande mbewu wosima
chera (aah, ha, ha)
pandinoenda, ndoenda handikusiye moyo unoramba
ndafunga tiyambukire kure nengarava
tengetiritese nek_mapfanya
tengetiritese nek_magobo
sunga mukwende titize hama (takarasima)
vesa kamoto tikange hanga (takarasima)
tipinde munzira tipinde mungarava (takarasima)
tipinde munzira tipinde ngarava (takarasima)
tengetiritese nek_mapfanya (takarasima)
tengetiritese nek_magobo (takarasima)
tengetiritese nek_mapfanya (takarasima)
tengetiritese nek_magobo (takarasima)
shiri yakangwara inovakira pan0baya
dendere kusati kwanaya
shiri yakangwara inovakira pan0baya
dendere kusati kwanaya
ndirikushandira mhuri yangu
ndirikuvaka musha w_ngu
ndirikushandira mhuri yangu
ndirikuvaka musha w_ngu
ndirikushandira mhuri yangu
ndirikuvaka musha w_ngu
ndirikushandira mhuri yangu
ndirikuvaka musha w_ngu
um, chera ukande mbewu wosima
um, chera (aah, ha, ha)
hm, chere ukande mbewu wosima
chera (aah, ha, ha)
kana wandida ndide zvomene (takarasima)
kana murufu ndine ndinewe (takarasima)
inini ndega, ini ndomene (takarasima)
chinondiona ndenge ndinewe (takarasima)
tipinde munzira, tipinde ndima (takarasima)
tipinde munzira, tipinde ndima (takarasima)
tipinde munzira, tipinde ndima (takarasima)
tipinde munzira, tipinde ndima (takarasima)
tengetiritese nek_makura
tengetiritese nek_magobo
tengetiritese nek_makura
tengetiritese nek_magobo
كلمات أغنية عشوائية
- jas the producer - piccon pack! lyrics
- helmut fritz - 07h45 lyrics
- coil - heaven's blade (backwards version) lyrics
- diddi trix - enfants du bitume lyrics
- futparódias - vai ter fluminense vs. city, sim! lyrics
- bxii - noël history x lyrics
- yeruza - capitulo i (remix) lyrics
- el alguacil - los pasajeros lyrics
- shay stacks - savage life lyrics
- iayze - chick magnet lyrics