jah prayzah - seke كلمات أغنية
[verse 1]
wengore ngore ngore asikana ndeyaa, ndeyaa
wengore ngore ngore amai kani ndeyaa, ndeyaa

seke mutema woye, mai vangu kani
varipo pabhizautare vachingoti kedega kedega
ndidarikewo mhanduwee (kedega kedega)
handichatsaukire ini (kedega kedega)
ndishandirewo vana vangu (kedega kedega)
ndasuwa gotwe rangu (kedega kedega)
[chorus]
amai mhayiyo (seke mutema)
nhamo yamakaona mai vangu kani (seke mutema)
amai mhayiyo (seke mutema)
misodzi yamaichema iye (seke mutema)
simuka soja
[verse 2]
haiwa chiyambutse chigondora chiyambuke (seke)
haiwa tekaira, kubereka hushandira (seke)

haiwa tsungaira, kubereka hushandira (seke)
haiwa chiyambutse chigondora chiyambuke (seke)
haiwa tekaira, kubereka hushandira (seke)
haiwa chiyambutse chigondora chiyambuke (seke)
haiwa tekaira, kubereka hushandira (seke)
haiwa ndidarike mhanduweee (kedega, kedega)
handichatsaukire ini (kedega kedega)
ndishandirewo vana vangu (kedega kedega)
ndishandirewo vana vangu (kedega kedega)
[chorus]
amai mhayiyo (seke mutema)
nhamo yamakaona mai vangu kani (seke mutema)
amai mhayiyoo (seke mutema)
hope dzamaishaiwa dziye (seke mutema)
[refrain]
george manyere, sekuru tendai, vhuramavi
daddy jonah, vane nharo
abel savanhu, johnny
[verse 3]
wengore ngore ngore asikana ndeyaa, ndeyaa
wengore ngore ngore amai kani ndeyaa, ndeyaa
wengore ngore ngore asikana ndeyaa, ndeyaa
wengore ngore ngore amai kani ndeyaa, ndeyaa
seke mutema woye, mai vangu kani
varipo pabhizautare vachingoti kedega kedega
ndidarikewo mhanduwee (kedega kedega)
handichatsaukire ini (kedega kedega)
ndishandirewo vana vangu (kedega kedega)
ndasuwa gotwe rangu (kedega kedega)
[chorus]
amai mhayiyo (seke mutema)
nhamo yamakaona mai vangu kani (seke mutema)
amai mhayiyo (seke mutema)
misodzi yamaichema iye (seke mutema)
[outro]
vachihera, seke mutema, nemi vhuramavi makaita mambo wekudema

كلمات أغنية عشوائية
- jess & matt - aftermath كلمات أغنية
- unknown artist - grüne teufel كلمات أغنية
- lil slae - learn from me كلمات أغنية
- fufu - again ii كلمات أغنية
- we will kaleid - lure كلمات أغنية
- ingrina - walls كلمات أغنية
- nerorgasmo - giorno كلمات أغنية
- jerry vale - help me make it through the night كلمات أغنية
- alvin cedric - way up كلمات أغنية
- kainat - back of my mind كلمات أغنية