jah prayzah - sarure كلمات الأغنية
[intro]
hmm, darlie
hmm, darlie
[verse 1]
mhanya nemwenje kunge ruponeso
wabata moyo w_ngu natsa, natsa
ndipe mutetsu ndimwe mvura
hukama hwacho igasva (wena)
zuva kupinda muna mai varo
tiri tese (wena)
zuva kupinda muna mai varo (wena)
ah, ini sarure
tose dzvamu k_makoriyo
w_ngu wechisveru yee, he, eh, eh
hmm tsvarakadenga wanditora moyo
ini sarure he, eh, eh
uya tipote seri kwechikomo
w_ngu wechisveru yee, eh, eh
huya dhiya, ndichakupa cheziya chandavhiya
[verse 2]
wodyira pasi, uchirasa matsi
magurovhosi, haana mhodzi
madhorofiya, isa mupirokesi
angawira pasi panomhara mhazi
chaunoda chii, zvaunopira gotsi
unenge matsi, zvaunenge usingandinzwi
chaunoda chii, zvaunopira gotsi
sare ndiri hutsi mudiwa
rudo rwatisanganisa
rwandizadzisa
[chorus]
ini sarure he, eh, eh
tose dzvamu k_makoriyo
w_ngu wechisveru yee, eh, eh
hmm tsvarakadenga wanditora moyo
ini sarure he, eh, eh
uya tipote seri kwechikomo
w_ngu wechisveru yee, eh, eh
huya dhiya, ndichakupa cheziya chandavhiya
[verse 3]
ndagugula, ndadhabhura
pandabvuma huya titambe madhebhura
chandahwinha chandagwinha, tatidhumha dhumha
chisikana ndinokuona ndakatsunzunya
nekutenda zvandarota
handina kurasa tariro
richibuda richidoka
chinguri ndakak_mirira
pandinodana dairawoka
pandiripo ndingoripo
richibuda kusvika radoka
ini sarure, he, eh, eh
[outro]
w_ngu wechisveru yee, eh, eh
ini sarure he, eh, eh
w_ngu wechisveru yee, eh, eh
wena, wena, wena ah, wena
wena, wena, wena ah, wena
wena_wena, wena, wena_wena, wena, wena, wena_wena
wena_wena, wena, wena_wena, wena, wena, wena_wena
wena_wena, wena, wena_wena, wena, wena, wena_wena
wena_wena, wena, wena_wena, wena, wena, wena_wena
كلمات أغنية عشوائية
- the moths (artist) - magazine كلمات الأغنية
- lea - ohne verlieben كلمات الأغنية
- blixten - ett hopp att luta sig mot كلمات الأغنية
- y0ni - je reste كلمات الأغنية
- kings gr - papi كلمات الأغنية
- friman (ita) - castello di sabbia كلمات الأغنية
- leeyoungwoong - 쳇바퀴 (endless) كلمات الأغنية
- randy hip (the slums) - recharge كلمات الأغنية
- hackensaw boys - seattle كلمات الأغنية
- andrew combs - to love someone كلمات الأغنية