jah prayzah - sarungano كلمات الأغنية
zvakagumira pa sarungano
zvakadaro
ndokufunga munguva yechando
ndaitodawo
dai tanamirirana senamo
hana yacho
yongorwisana nemwene wayo
rudo rwacho
rwakagumira pasarungano
(eeeeee heeeeeeee)
uri
vanga rekutsva
uri
bundu repamusana
kunyepera kushinga
mumoyo mune hondo
haungawanike
asi nguva nenguva
ndozodzoka ndofunga
shungu ndoda kuita
asi zviro zvacho
zvakagumira pasarungano
dai tatapindawo nemoyo (kuita tsika nditsike)
dai taenda k_maroro (taita tsika nditsike)
dai tatine tariro (taita tsika nditsike)
taizofuratira nhamo (taita tsika nditske)
dai tatapindawo nemoyo (taita tsika nditsike)
dai taenda k_maroro (taita tsika nditsike)
dai tatinr tariro (taita tsika nditsike)
taizofuratira nhamo
zvakadaro
ndongofunga munguva yechando
ndaitodawo
dai tanamirirana senamo
hana yacho
yongorwisana nemwene wayo
rudo rwacho
rwakagumira pasarungano
heeeeeeeeheeeheeeeeeee
hiiiiiiiiiiiii
aheeeeeeeee yaaaaaaa
aaaaaah yereihaaaaaaaa
aaaaaah yeeeeeee ayeireaaaaah
masodzi oyerera
كلمات أغنية عشوائية
- garry with two r's - know your role كلمات الأغنية
- wretched fate - wretched fate كلمات الأغنية
- morad - cuzi cuza كلمات الأغنية
- paris fendi - monday morning كلمات الأغنية
- sam smith - lose you (live from the royal albert hall / apple music edition) كلمات الأغنية
- jesse sinn - three-ring circus كلمات الأغنية
- ofenbach - nobody else كلمات الأغنية
- arturo urbiola - la candelaria كلمات الأغنية
- snarebyt - jonggol كلمات الأغنية
- huntly - my limits كلمات الأغنية