jah prayzah - nyeredzi كلمات الأغنية
hooona nguwo dzaakashonga
nyemwerero in0baya
moyo wozorora
uchamuooona pose paanonsvika
anoti makadii nemutsa
moyo wozorora
uchamuoooona, akasenga chirongo
moyo wozorora (raaaa)
uyo akasunga chuma
ndongoti ane ndoro chena
usimuke pakati pevamwe ndikusarudze
uyo akasunga chuma
ndongoti ane ndoro chena
chorus
nyeredzi vaima ndikuone
vekwedu vanokubaira mombe
dai w_ngondida ndikudewo
taita tsika nditsikewo
nyeredzi vaima ndikuone
vekwedu vanokubaira mombe
dai w_ngondida ndikudewo
taita tsika nditsikewo
kure kwegava kunofira mukuzama
mmm chido chehana
unotofira mukuzama
mmm kure kwegava kunofira mukazama
kuti ndisiye moyo waramba
ndivate hope dzaramba
kuti tana hoo, tana (tana)
kuti ndisiye moyo waramba
kuti ndivate hope dzaramba
tana (tana), tana (tana)
chorus
nyerеdzi vaima ndikuone
vekwedu vanokubaira mombе
dai w_ngondida ndikudewo
taita tsika nditsikewo
nyeredzi vaima ndikuone
vekwedu vanokubaira mombe
dai w_ngondida ndikudewo
taita tsika nditsikewo
rurimi kamoto
dzinenge ndimi dzerudo
kunge chumi chezvipo
kunge guni redziyo
rurimi kamoto
dzinenge ndimi dzerudo
kunge chumi chezvipo
kunge guni redziyo
usimuke pakati pevamwe ndikusarudze
uyo akasunga chuma
ndongoti ane ndoro chena
chorus
nyeredzi vaima ndikuone
vekwedu vanokubaira mombe
dai w_ngondida ndikudewo
taita tsika nditsikewo
nyeredzi vaima ndikuone
vekwedu vanokubaira mombe
dai w_ngondida ndikudewo
taita tsika nditsikewo
كلمات أغنية عشوائية
- bonson/brus - była piękna كلمات الأغنية
- tito lopez - it's hard pt. 2 كلمات الأغنية
- casisdead - livin' dat كلمات الأغنية
- swift guad - jour de pluie كلمات الأغنية
- flabbz - lead me كلمات الأغنية
- christin stark - das hätte ich nie gedacht كلمات الأغنية
- the cancer - same color as digital photography كلمات الأغنية
- lil fanta - pistol by my hip كلمات الأغنية
- dj-jo - before my body is dry feat. lollia ( كلمات الأغنية
- chip - follow my lead كلمات الأغنية