jah prayzah - ndoenda كلمات أغنية
[verse 1]
hee nhai baba vari k-musoro kudenga
ndine meso anovava nemisodzi kujenga
hee nhai baba vari k-musoro kudenga
ndine meso anovava nemisodzi kujenga
handizive kuti ndine nzvimbo here mambo munyika inoyera
handizive kuti ndine nzvimbo here mambo munyika inoyera
kunyange mukandituma ndinoenda mambo, handirambe
kunyange mukandituma ndinoenda mambo, handirambe
[chorus]
haiwa ndoenda mambo
(aiwa ndoenda)
haiwa ndoenda mambo
(aiwa ndoenda)
haiwa ndoenda mambo
(aiwa ndoenda)
haiwa ndoenda mambo
(aiwa ndoenda)
haiwa huya uone baba
(aiwa ndoenda)
haiwa huya uone mambo
(aiwa ndoenda)
haiwa huya uone baba
(aiwa ndoenda)
haiwa huya uone mambo
(aiwa ndoenda)
[refrain]
ndine meso anovava nemisodzi kujenga
[bridge]
haiyaiyayaya musanditongera rufu mambo
(haiyaiyayaya musanditongera rufu mambo)
haahu ihere handidi kufira mugehena
(handidi kufira mugehena)

[verse 2]
kunyange mukatora izwi rangu mambo
hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo
kunyange mukatora mweya wandinofema
hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo
haiyaiyayaya musanditongera rufu mambo
(haiyaiyayaya musanditongera rufu mambo)
haahu ihere handidi kufira mugehena
(handidi kufira mugehena)
[bridge]
handizive kuti ndine nzvimbo here mambo munyika inoyera
handizive kuti ndine nzvimbo here mambo munyika inoyera
kunyange mukandituma ndinoenda mambo, handirambe
kunyange mukandituma ndinoenda mambo, handirambe
[chorus]
haiwa ndoenda mambo
(aiwa ndoenda)
haiwa ndoenda mambo
(aiwa ndoenda)
haiwa ndoenda mambo
(aiwa ndoenda)
haiwa ndoenda mambo
(aiwa ndoenda)
كلمات أغنية عشوائية
- randy prozac - the island of bottomless pizzas كلمات أغنية
- 松原みき (miki matsubara) - love for sale كلمات أغنية
- 倖田來未 (kumi koda) - feel كلمات أغنية
- gugs - o beco كلمات أغنية
- mainciaga - blind كلمات أغنية
- xiu xiu - it bothers me all the time كلمات أغنية
- gms deezy - need i say more كلمات أغنية
- ashnikko - deal with it (clean) كلمات أغنية
- blanco panther - brennen كلمات أغنية
- la furia (rapper) - chula كلمات أغنية