
jah prayzah - ndin'ndamubata كلمات أغنية
[intro]
ndin’ ndamubata
ehe-e ndin’ ndamubata
ndin’ ndamubata
ehe-e ndin’ ndamubata
[verse 1]
zvainenge pasa-pasa
handidi kutamba makasa
kare kangu ndairakasha
kusvikira mvura yagasa
zvayangova bata wabata
kugomera kukwira makata
mwenje kubaka-baka
hombarume ndakakata
[pre-chorus]
machembere zvazvandibata
kunodiwa haga mukaka
hee-e tachinja mupaka
kunodiwa haga mukaka
machembere zvazvandibata
kunodiwa haga mukaka
hee-e tachinja mupaka
kunodiwa haga mukaka
[chorus]
vakomana munoda kufara ndizvo here?
(k-mberi)
ehe mafambiro edu kupiko?
(k-mberi)
vasikana munoda kutamba ndizvo here?
(k-mberi)
ehe mafambiro edu kupiko?
(k-mberi)
[verse 1]
ndiri kukwira manera
handichada kunanaira
ndini ndakaisimudza
ngoma inoti kedega
yakatangira zengeza
ikabudira k-moza
ehe pasi pandimedza
shamwari dzandinyengedza
maimwanawe zunguza
kwete kungondinyemudza
amaimwanawe zunguza
kwete kungondinyemudza
gamba ndichaedza
kusvikira kwaedza
gamba ndichaedza
kusvikira kwaedza
[chorus]
vakomana munoda kufara ndizvo here?
(k-mberi)
ehe mafambiro edu kupiko?
(k-mberi)
vasikana munoda kutamba ndizvo here?
(k-mberi)
ehe mafambiro edu kupiko?
[verse 2]
usandirodza zizi
ngoma inorira kwese
simudzai maoko mese
kufarira pese
ndasunungura mukwende
tura mafemo tiende
simudzai maoko mese
kufarira pese pese
[pre-chorus]
machembere zvanga zvazvandibata
kunodiwa haga mukaka
hee-e tachinja mupaka
kunodiwa haga mukaka
machembere zvanga zvazvandibata
kunodiwa haga mukaka
hee-e tachinja mupaka
kunodiwa haga mukaka
[chorus]
vakomana munoda kufara ndizvo here?
(k-mberi)
ehe mafambiro edu kupiko?
(k-mberi)
vasikana munoda kutamba ndizvo here?
(k-mberi)
ehe mafambiro edu kupiko?
(k-mberi)
ehe mafambiro edu kupiko?
(k-mberi)
k-mberi, mafambiro edu kupiko?
[verse 3]
wakonzera bongozozo
(ahe bongozo)
wandipedzera musoko-soko
(ahe bongozo)
ngoma inotambika mbabvumba
(ahe bongozo)
inga dzangu ndasunga dzasimba
(ahe bongozo)
maimwana kusakura semunda
(ahe bongozo)
wandisasika ndanuna
(ahe bongozo)
bongozo, bongozozo
(ahe bongozo)
paita bongozo, bongozozo
[verse 4]
inini handigone
(tendera)
ndinosendemura, ndinokanyaira
inini handigone
(tendera)
ndinosendemura, ndinokanyaira
inini handigone
(tendera)
handigone, handigone
(sendemura, kanyaira)
inini handigone
(tendera)
handigone, handigone
(sendemura, kanyaira)
[verse 5]
usakendenge
he! usakendenge
(k-mberi)
usakendenge
ha! usakendenge
(k-mberi)
usakendenge
he! usakendenge
(k-mberi)
usakendenge
ha! usakendenge
(k-mberi)
[outro]
ndin’ ndamubata
ehe-e ndin’ ndamubata
ndin’ ndamubata
ehe-e ndin’ ndamubata
ndin’ ndamubata
ehe-e ndin’ ndamubata
ndin’ ndamubata
ehe-e ndin’ ndamubata
كلمات أغنية عشوائية
- kessoku band - 小さな海 (the little sea) كلمات أغنية
- timurshak11 & asell - lime كلمات أغنية
- kej - find a way كلمات أغنية
- 2mygrave - shadows كلمات أغنية
- joyzu - humans كلمات أغنية
- genix - rave daze كلمات أغنية
- tzb - manifestation كلمات أغنية
- shelly lares - you're all that i'm living for كلمات أغنية
- ayeezy - fun كلمات أغنية
- mc androidão - pussyhater o amante de mulher كلمات أغنية