jah prayzah - chipo كلمات الأغنية
hai
ndiringe ndiringe wo ndiwane masvikiro
ndimedzere mate ndiwane matangiro
ukandida chete ndatova nekamugariro
zuwerere ndeha zuwerer mugariro
ndinyeverere ndichingoringa mufambiro
takura chirongo tipinde musango t-tange mutambo
kusvikira ndati tisvikewo pano tibvise rusambo
ukandida rugare kufuratira nhamo
kusvikira ndati tisvikewo pano tibvise rusambo
chipo
chipo
chipo
ukada inin watetereka haudzoke
wazvidira gamba wachengeteka haush-r-
unoda mukaka here kana uchi ndimore
kwedu tinokama mombe dzemukaka uzere
ndokukwenyera ndiri gwenyambira tigere
ha kedewu kedewu
kangoma kurira kuti kedewu
ndokukwenyera ndiri gwenyambira tigere
ha kedewu kede
kangoma kurira kuti kede
chipo
chipo
chipo
takura mukwende iwe kore uzumba
shanda seurimbo kungoti waguma waguma
tsvimborume inonetseka ndiro kusuka
hayiya hiya inzwa mukono wak-ma
hayiya howa inzwa mukono wak-ma
nyemwerera ndikutengere mucheka unopenya
kudetemba mutupo w-ngu haa wanditekenyedza
nyemwerera ndikutengere mucheka unopenya
kudetemba mutupo w-ngu haa wanditekenyedza
chipo
chipo
chipo
chirega k-mbotsutsumwa samukuru ndichakutuma
vakuru vose ndichava suma
vakaramba vatondisunga
mirira madhongi kuk-ma
zvinoreva hatichaguma
vana tezvara musandiruma
mukaramba matondisunga
tik-mbire baba inga ndimi makarera
totsvaga ukama rudo idzinde rinomera
tik-mbire baba inga ndimi makarera
totsvaga ukama rudo idzinde rinomera
chipo
chipo
chipo
end
كلمات أغنية عشوائية
- $wipebanditgøth - vatican [banginggoth] كلمات الأغنية
- gods wisdom & lucy - life to live كلمات الأغنية
- the rural alberta advantage - lullaby كلمات الأغنية
- space twins - smells like... hot dogs كلمات الأغنية
- fat sid - almighty joe كلمات الأغنية
- cash kidd & nocap - yea freestyle كلمات الأغنية
- wicket - fts كلمات الأغنية
- atreyu - (i) كلمات الأغنية
- bankirkash - wacatac كلمات الأغنية
- gamma badart - лишь актёры (only actors) كلمات الأغنية