jaeybee - marira ngwee كلمات الأغنية
shouting shark base till ndaiswa mujecha
(let’s get it !)
verse 1
ndanzwa mheni kurova panze
ndanzwa bere kuk_ma panze
marata atorwa ticharara sei ?
manzwi apera tichanzwika sei ?
shungu dzebofu kuoona nyika
shungu dzavo kundidzosa dhaza
vanofara kana tanzi tatadza
asi najahjah isu hatimbotadza
chimukai achimangwanani tigare tafamba ndima
ndarongedza zvambo zvangu ,ndabata pfumo takunovhima
chinzwai kana tatadza kudzoka k_mba musachema
nekuti kwatiri kuenda uku
chorus :
musango marira ngwee
musango marira ngwee ehh yeah
musango marira ngwee
musango marira ngwee
musango marira ngwee
musango marire chikara umu
musango marira ngwee
musango marira ngwee
vakakupa doro rirambe
vakukupa chamba usapute
vakakupa mari irase
vanoda ukite uri rombe
musango marira ngwee ( ngwee)
musango marire chikara iri ( ahhh)
musango marira ngwee (ngwee)
verse 2:
mukoma musaendako (misaendako)
risere zvikara sango
baba musasiye demo(musasiye demo )
ndapota musatoretore femo
nguva yacho yashata iyi
haichade zvеk_miramira uri pamwe
takufunga zvekuvaka misha,saka regеdzai tivhure hombe
takarerwa nechamboko mukukura handivhunduke munhu wemyama nangwe ane okapi
tirimo mu sango baba takajegera ne mwenje yes tine focus
kupedza zuva rese ndichi drafter mangoma shungu dzangu kuzorira sa dorcus
(shungu dzangu kuzorira sa dorcus!)
chorus :
musango marira ngwee
musango marire ngwee ehh yeah
musango rarira ngwee
musango marira ngwee
musango marira ngwee
musango marire chikara umu
musango marira ngwee
musango marira ngwee
vakakupa doro rirambe
vakukupa chamba usapute
vakakupa mari irase
vanoda ukite uri rombe
musango rarira ngwee ( ngwee)
musango mararira chikara umu( ahhh)
sango rarira ngwee (ngwee)
(ihhh phhh ohhhh yeah shark base)
كلمات أغنية عشوائية
- jozyanne, janeh magalhães e jairo bonfim - eu quero ir pra lá كلمات الأغنية
- gözde öney - kavga كلمات الأغنية
- diaframma - francesca, 1986 كلمات الأغنية
- d1zzz - matrix (intro) كلمات الأغنية
- the empress - pray on it كلمات الأغنية
- j. ice & bionic the soul king - ngwl كلمات الأغنية
- sara oddcast - supernova كلمات الأغنية
- debby boone - sincerely yours كلمات الأغنية
- joseph - in-between {freestyle} كلمات الأغنية
- uranium club - black semen كلمات الأغنية