holy ten - taura zvinokunetsa كلمات الأغنية
holy ten
chingo taura zvinokunetsa
taura zvinokunetsa
uri wemudanga ndinokuketa
kana zvadhakwa ndinokujega
taura zvinokunetsa, w_ngu
iwe chingo taura zvinokunetsa
kana vanetsa ingo ndibeepa
vanondiziva, vacha dzidzira
kuti respect tinotoi needa
respect tinotoineeda
iwe chingotaura zvinokunetsa
iwe chingotaura zvinokunetsa
taura zvinoku netsa
taura nyaya uchipedza (ga)
w_ngu kana pano pacho pane maone
taura nyaya uchindishedza
whether makedha
whether mablacks, mavhet, ini ndofenza
whether pajecha
whether ma ex magetsi ini ndotenga
ndiudze maenemies ako (еse)
wosava energy yako
ndiani anе chikwereti chako
taura uri ikoko k_ma terrace zvako
toto dzifambira nyaya
toto dzikabira g_ya
haungambo bate kashaya
sahwira havaite displace, tiri pabase
chiiko chanetsa, ukunzwa nzara
une business plan refarming, ukuda bhara
ukuda chiiko? uk_mandara
renti yakwira. pane akutsara
ukuda kuchinja program, yauku studha
ukuda titaure namudhara
usafire mukati, usafire mukati
usafire mukati
chingo taura zvinokunetsa
taura zvinokunetsa
uri wemudanga ndinokuketa
kana zvadhakwa ndinokujega
taura zvinokunetsa, w_ngu
iwe chingo taura zvinokunetsa
kana vanetsa ingo ndibeepa
vanondiziva, vacha dzidzira
kuti respect tinotoi needa
respect tinotoineeda
iwe chingotaura zvinokunetsa
iwe chingotaura zvinokunetsa
كلمات أغنية عشوائية
- merve özbey - eyvallah كلمات الأغنية
- lefturn - hey! كلمات الأغنية
- lil tracy - lil whore ! كلمات الأغنية
- quavox - xxxtentacion xxx كلمات الأغنية
- lil peep & lil tracy - fuck fame كلمات الأغنية
- charlie heat - c.heat galore كلمات الأغنية
- thievery corporation - le monde/en كلمات الأغنية
- florent pagny - c'est comme ça كلمات الأغنية
- lil peep - doubt me كلمات الأغنية
- songdrops - the color song كلمات الأغنية