holy ten - pressure كلمات أغنية
ndenge ndamwa tea tea tea
so ndovhunduka chi chi chi
uri ku assumer
kuti ini ndirikusakura
ndine mahoes w_ngu kaa
wondikwaniroo nyatsokwana
uri ku assumer
kuti ndini ndiri kushanduka
iiiiii zvakaoma mashura
wondikwaniroo nyatsokwana
pressure pressure
unenge une pressure
pressure pressure
unotoshaya nei shaa
pressure pressure
chirega zvekupinda mudinner yohh
fon yako ndini ndanga ndinayo
panezvandakaona
uri ku assumer
kuti ini ndirikutambura
kuti ndiri broke w_nguka
chibudaa kaa kamota udakundinzwa
uda kudiiko ronaldino
hazvikoooo ndandiona
fon yako ndini ndanga ndinayo
panezvandakaona
kamushekero kacho madance
ukuda kutipinza pamaone
uchiedza ndinyeperwe
ndiwe uchi deleter machats
aiwa mudiwa ndinosekwa
asi goridhe ndinochera
haungavatize vanotera
haungakusvike kwandoswera
uri ku assumer
kuti ini ndiriku assumer
asi kasignature hauna
unonditambudza w_nguda
uchandichembedza uchandiyemera
asi mudiwa hazvisi necessary
fon yako ndini ndanga ndinayo pane zvandakaonaaaaa
كلمات أغنية عشوائية
- kur - pain in my heart كلمات أغنية
- phantom limb (oh) - admission of guilt كلمات أغنية
- jah khalib, bahh tee & turken - чудо (miracle) كلمات أغنية
- futile entombment - angel of pain كلمات أغنية
- beezy kincade - ijustbeen كلمات أغنية
- kemal malovcic - pomiluj, draga, ćerku كلمات أغنية
- yngskailll - we make step كلمات أغنية
- detaim - ok fra كلمات أغنية
- beezy kincade - motion on repeat كلمات أغنية
- noémie wolfs - drive كلمات أغنية