
holy ten - kumba kune vanhu كلمات أغنية
anotobvawo k_mba kune vanhu
anotobvawo k_mba kune vanoti
hecho chimhandara chedu
asi achangobva kutemwa nesandoisu tinoona to togara
totanga k_mhan’ara zvedu
aiwazve gents haisi mhosva kufamba ne benz
asi imhosva kubva maregedza
achinyanya kunakwa ne gesture
anyanya kunanwa ne gesture
aiwa anyanya kunanwa ne gesture
ukamuratidza mari, achakuratidza mabvi
achati take take take, achafuratira njanji
kwatiri achati hee ndine mfec, achatikavira panze
asi pachapera mhanzi, tichamugadzika pasi
tichamugadzika
anotobvawo k_mba kune vanhu
anotobvawo k_mba kune vanoti
hecho chimhandara chedu
asi achangobva kutemwa nesando
isu tinoona to togara
totanga k_mhan’ara zvedu
aiwazve gents haisi mhosva kufamba ne benz
asi imhosva kubva maregedza
achinyanya kunakwa nе gesture
anyanya kunanwa ne gеsture
aiwa anyanya kunanwa ne gesture
momz vake, vari tied too plus yakarova bp
little brother dropped outta high school aka dropper ep
zvakoshota zvizhinji
tava sure hatiiwine iyi
aya ma sports asiri easy
aya ma, anonzi joyleen
she was tellin’ me ‘ko inini?’
hanti chero ndikasjhama nenhamo
vachazongiti muroyi ndini
kamba— babakatenga takambosasa nasamatenga
takafamba mawo ma church aya, takazotambura takatemba
zvehumhandara zvakarema ndirikuparara ndaka tenser
midzimu ya baba yakaneta, ndirikutsva mhani hapana mhepo apa
ndirikutsva mhani hapana mhepo apa
chizvizivai chizvizivai
kuti vimbai, iye vimbai wacho
anotobvawo k_mba kune vanhu
anotobvawo k_mba kune vanoti
hecho chimhandara chedu
asi achangobva kutemwa nesando
isu tinoona to togara
totanga k_mhan’ara zvedu
aiwazve gents haisi mhosva kufamba ne benz
asi imhosva kubva maregedza
achinyanya kunakwa ne gesture
anyanya kunanwa ne gesture
aiwa anyanya kunanwa ne gesture
كلمات أغنية عشوائية
- sanford clark - black jack county chain كلمات أغنية
- a-rodd - late night / ruthless كلمات أغنية
- gashi - youtube comments كلمات أغنية
- karlman - ignited obstacles كلمات أغنية
- duotang - slow down كلمات أغنية
- rafe stanage - open my eyes كلمات أغنية
- hari mata hari - sjeti se ljeta كلمات أغنية
- yattatheblacksmith - get down! كلمات أغنية
- roberto carlos - tentativa كلمات أغنية
- lasko kelvin - capitale #4 كلمات أغنية