kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

holy ten – crown كلمات اغاني

Loading...

hey
ten
musoro unorema unopfeka crown

musoro unorema unopfeka crown (true)
ane mitoro inoto ku weigher down
you try to follow pauri kufunga pane mvura kuti inoyera
woigeza you end up drowning (maihwe zvangu zviku gozha)
pane vakuti tsvaga hakata zviite order
pane vakuti hama dzakafa dzine mhosva
pamwe ndezve ropa
pamwe vakato bheja haunga tenge motor
wondiregerera
aiwa pamwe ndiri wrong
pamwe ndirikutonyepedzera
pamwe zviri strong pachi shona toti
hama dzose ma boy varoyi
so i feel like ndaku needer pfuti
vachitoziva kuti ndogara kupi
ndikuto tyira vanomira neni muma groups (sha)
kovaka batanidzirwa zvinhu zvacho zvine simba
i hobho vano wisher vatiione tichi byzer
vatone ma reminder
nema alarm ek_muka kuzondi mukira
aaah sometimes ndofunga kuda kuzvi sungirira
but my mom vanosara vachi shupika
k_maraini vanosara vachirumbidzana
vavengi avagare kure
hanzi ten ngaapenge
ten ngaabate buwe
ten haasi mutsvene
ten haasi kutiona
ten haasi kufona
ten haasi kucheuka reverse
haasi ku sona
ten aku lacker respect akuda kurowa
maihwe zvangu
vakuda kunditsoma vakuda kunditsoma
vakuda kunditsura
tsumo dzenyu fugai tsano
kana mashaya vekutaura nawo fungai ngano
kana muromo menyu mukupisa rumai chando
kana mauya kuzotsvaga mbiri w_ngu piwai sando mubve pano
territory inoda ziso rine hope dziri kure (true)
neziso rekuseri rinotionei zviri sure
musango kutangirana kunyangirana
akati kufarirana kuvakidzana akanyepa
love ine sp_ce haikabire tunyaya (yes)
love ine sp_ce haitsamwise mujaya (yes)
love ime sp_ce it can never over step (vanhu kudzimba dzavo)
musoro unotema unopfeka crown
vanhu vane godo rinotopedza power (godo)
gezai munyama ikusenza shower
regai aite matama akupedza sadza
medza tanzwa
mashoko anorema mhai ndeerufu
hapana achandimutsa achiti hendei muku
vachangonoiridza mhere kusvika pungwe
hamuchina rairo mudzimba ana baba
vana venyu vese mimba dzakabva
vana venyu vese rima rakavanzwa
roku strokesai makarinzwa (eeeh)
musoro unorema unopfeka crown
inini ndomitoro inoto weigher down
sa leader of the youth
speaker of the truth
ndonyarirawo kupi
ten

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...