fungisai - vanondibatirana كلمات الأغنية
[intro]
hot property
oskid
fungisai
nyatsocheka masettings, marunnings
kuchechi vanondibatirana
kuchechi vanondibatirana ah-a
[chorus: fungisai & k!ller t]
izvi zvine chirevo
daidzai vakuru vauye
zvine chirevo
daidzai vakuru vauye
toda vakuru vanofamba najesu
vauye pano
vakuru vanofamba najesu
vauye pano
[verse 1: fungisai]
amai vangu vari kuchema
musoro w-ngu watenderera
musoro w-ngu watenderera
amai vangu vari kuchema
hanzi ‘mwana wandinyadzisa’
kurara panze wenge mutemo?
uyo kupfeka bhandi kwave kufamba here?
handiboziva zvinondibata sei
handimboziva zvinondiita sei
zvinoti kana zvandibata
zvinozo ndiwisira pasi
[chorus: fungisai & k!ller t]
izvi zvine chirevo
daidzai vakuru vauye
zvine chirevo
daidzai vakuru vauye
toda vakuru vanofamba najesu
vauye pano
vakuru vanofamba najesu
vauye pano
[verse 2: fungisai]
izvezvi gore zvarapera
muchandiona ndichidyiwa
kuzunzwa homwe nemhandara
kukanganwa nhamo inopisa
aiwa! baba musandisiye
mufaro chete wandinoda
ndidzivirirei, changamire
kurasika, baba, ndekwevanhu
handimboziva zvinondiita sei
handimboziva zvinondibata sei
zvinoti kana zvandibata… ah!
zvandibata
[chorus: fungisai & k!ller t]
izvi zvine chirevo
daidzai vakuru vauye
zvine chirevo
daidzai vakuru vauye
toda vakuru vanofamba najesu
vauye pano
vakuru vanofamba najesu
vauye pano
[verse 3: k!ller t]
toda munhu wamwari, rwendo rwarwadza
toda kufamba naye, atiratidze ruoko rwababa
tichiti kufamba naye, zvoda vakatendeka
dhimoni riya rabuda, zvinhu zvese zvakuendeka
ndinoda kufamba naye (o-oh)
kugara naye (o-oh)
[bridge: k!ller t]
daidzai vakuru vauye
daidzai vakuru vauye
vanofamba najesu
vauye pano
vakuru vanofamba najesu
vauye pano
[bridge: fungisai]
vamag-ya vauye
vamakandiwa vauye
baba guti vauye
vanhiwatiwa vauye
toda vakuru vanofamba najesu
vauye pano
vakuru vanofamba najesu
vauye pano
ah! … i
vakuru vanofamba najesu
vauye pano
zvinoti kazvandibata (kana zvandibata)
zvinozondiwisira pasi
kuchechi vanondibatirana
kuchechi vanondibatirana ah-a
[chorus: fungisai & k!ller t]
izvi zvine chirevo, daidzai vakuru vauye
zvine chirevo, daidzai vakuru vauye
toda vakuru vanofamba najesu
vauye pano
vakuru vanofamba najesu
vauye pano
كلمات أغنية عشوائية
- bob dylan - the times they are a-changin' كلمات الأغنية
- run dmc - rock box كلمات الأغنية
- stephen speaks - passenger seat كلمات الأغنية
- tonic - if you could only see كلمات الأغنية
- bob dylan - a hard rain's a-gonna fall كلمات الأغنية
- 2pac - my block (remix) كلمات الأغنية
- smilez and southstar - tell me كلمات الأغنية
- justin timberlake - right for me كلمات الأغنية
- pearl jam - love boat captain كلمات الأغنية
- david bowie - an occasional dream كلمات الأغنية