
freeman hkd - usandisiye كلمات أغنية
ahaha aaha
rudo irworwo
ahaha aaha
takabva tese mumadhaka
patakatangira tichikwidza makata babe
pandaihwanda mumashanga
ndichikutaimira kuti ndisaonekwe na daddy
usandiye nekuti kwatakabva kure yeyeye
usacheuke k_mashure, chingouya ndikubhabhure
ndega ndinonzwa kutya, huya pedyo neni tikurukure yeyeye
tondera k_mashure uchiti sly ndimirire ndikure yeyeye
zvakatanga semafani
tirik_musha patakasangana mubani
uchifudza mombe mbiri nembudzi one
ndikakutaudza ndichiti ndine plan
ukati mhinduro ichauya after 2 months
ndikak_mirira ah aha ha
k_makura ndaiuya usingandipe chance
ndikambokuchemera
kwatakabva tinokuziva tiri vaviri
pandaingove sly pasina mbiri
hauna kundidira gauro kana mavhiri
ndorudo rwechokwadi ndizvo zvazviri
usandiye nеkuti kwatakabva kure yeyeyе
usacheuke k_mashure, chingouya ndikubhabhure
ndega ndinonzwa kutya, huya pedyo neni tikurukure yeyeye
tondera k_mashure uchiti sly ndimirire ndikure yeyeye
wakura wapinda mutown
hauna k_makisa bodo kutora hunhu weku _44
pane chimwe chinhu one
handidi tichaye mapoto
ndoda zviotaurwe loud pamicrophone
kuti wakutorana
vanhu vakaungana (gozha)
vabereki vedu vonzwanana
uchave mai vevana
zviri pamutemo wema eredha
kuchata kwasly na babra
usandiye nekuti kwatakabva kure yeyeye
usacheuke k_mashure, chingouya ndikubhabhure
ndega ndinonzwa kutya, huya pedyo neni tikurukure yeyeye
tondera k_mashure uchiti sly ndimirire ndikure yeyeye
usandisiye, usandisiye uhuhu, uhuhu
k_mashuree, usacheuke uhuhu
sly ndimirire ndikure uhuhu, uhuhu
ahaa kabva kuree ohohoho
usandiye nekuti kwatakabva kure yeyeye
usacheuke k_mashure, chingouya ndikubhabhure
ndega ndinonzwa kutya, huya pedyo neni tikurukure yeyeye
tondera k_mashure uchiti sly ndimirire ndikure yeyeye
كلمات أغنية عشوائية
- authen - drive كلمات أغنية
- jeiferr - happy meal كلمات أغنية
- mf susk - im tryna smash 2d كلمات أغنية
- zario - diamante كلمات أغنية
- elysion fields - killbox كلمات أغنية
- xela wie & luna - dopamin كلمات أغنية
- lil scoozy - bands (feat. dylyindahoodie) كلمات أغنية
- dino lee 李玉璽 - 夢主宰 (dream maker) كلمات أغنية
- foolish desperado - p.o.v كلمات أغنية
- ish debonair - mulsanne كلمات أغنية