
freeman hkd - muchandinzwawo كلمات أغنية
[intro]
hazvina kureruka kurarira nzara
roiki aive makwikwi
(spi_spi_spi)
hazvina kureruka kurarira nzara
roiki aive makwikwi (mhm)
hazvina kureruka kurarira nzara
hazvina hazvina (hazvizi easy)
roiki aive makwikwi (e_ee)
hazvina kureruka kurarira nzara
(hazvizi easy, spitso hazvizi easy)
roiki aive makwikwi (spirit)
[chorus]
ndaiti kana ndichenge ndarira
muchandinzwawo, muchandinzwa
muchandinzwawo
kana ndaenda mberiyo
vachandinzwawo, vachandinzwa
vachandinzwawo
[verse 1]
spirit takazobvuta win
makomborero jahwi
saka muchandinzwawo
muchandinzwawo
hk_ takabvuta win
makomborero jahwi
saka muchandinzwawo
ay, asi zvaisava easy kuita kunge abc
muroad maisava clean
ndakabata magrease kuti ndiwane victory
ndaiita sendabuda mubin
wayano almost starving kurara nenzara
pasina chaibuda tichirima mutara
asi takangoijuta kusvikira chacolour (ahh)
[pre_chorus]
musindione kupenya mogaya kuti zvaive nyore maya
pamwe pacho taibuda kuseni todzoka tocasher nyaya
dzimwe nguva ndairiska ndichikwata ndoti kondikafa (ndikafa)
gaya
[chorus]
ndaiti kana ndichenge ndarira
muchandinzwawo, muchandinzwa
muchandinzwawo
kana ndaenda mberiyo
vachandinzwawo, vachandinzwa
vachandinzwawo
spirit takazobvuta win
makomborero jahwi
saka muchandinzwawo
muchandinzwawo
[verse 2]
hk_ takabvuta win
makomborero jahwi
saka muchandinzwawo
w_ngu handina k_mira handina k_mira
ndaiziva kuti mberi ndichabudikira
but pakashanda tsumo ndemadimikira
kuti chisi hachiere zuva richivira
so you better believe in yourself yeah
you’re gonna make it one day
achakublessa yahweh yahweh
[pre_chorus]
musindione kupenya mogaya kuti zvaive nyore maya
pamwe pacho taibuda kuseni todzoka tocasher nyaya
dzimwe nguva ndairiska ndichikwata ndoti kondikafa (ndikafa)
gaya
[chorus]
ndaiti kana ndichenge ndarira
muchandinzwawo, muchandinzwa
muchandinzwawo
kana ndaenda mberiyo
vachandinzwawo, vachandinzwa
vachandinzwawo
spirit takazobvuta win
makomborero jahwi
saka muchandinzwawo
muchandinzwawo
hk_ takabvuta win
makomborero jahwi
saka muchandinzwawo
[outro]
hazvina kureruka kurarira nzara
roiki aive makwikwi
hazvina kureruka kurarira nzara
roiki aive makwikwi
كلمات أغنية عشوائية
- steplvu - серьёзно? كلمات أغنية
- highly suspect - need to say كلمات أغنية
- van buren records - aye god كلمات أغنية
- matilda pearl - fuck u finn كلمات أغنية
- mentana - rosanne (toi, moi pis le décor) كلمات أغنية
- marci 244 - hasse mich selbst.v1 كلمات أغنية
- kriska - memorias كلمات أغنية
- kavabanga depo kolibri - падали (falling) كلمات أغنية
- the music city - i hate dave كلمات أغنية
- cumulus - tutti frutti كلمات أغنية