
enzo ishall - mhamha كلمات أغنية
make sure
thruuuu
prophet passion java
twabam
ndipei ndimboimbira vakandizvara
ndoshaura nemoyo handimbonyara
mukati memoyo maanogara
vachindinzwa inini ari kufara
ndimi anyakubereka anyakutumbura
ndimi makatakura makatambura
ndini mwana wenyu mhamha ndapembera
ndotanga nekutenda nhasi ndaombera
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
inzwai mhamha amai vemunhu
mufaro wandinawo hauna muganhu
shanu uku shanu
dzarovana shanu
teerera shanu dzarovana shanu
ndinoda kutenda pese pamakatemha shamhu
musingatarise mhumhu
pese pamakabika
pese pamakawacha
pese pamakabvunza zvataura teacher
mhamha mhamha mhamha amai vangu
mhamha mhamha mhamha
ndimi anyakubereka anyakutumbura
ndimi makatakura makatambura
ndini mwana wenyu mhamha ndapembera
ndotanga nekutenda inzwa ndaombera
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
vachabvunza
ndopindura mubvunzo
vese ndichavaudza kuti muri uto
ndisingakukanganwei
handikusiyei
pandinonoisa w_ngu munamato
munodadisa
ndovarwisa vanoda kuzvipikisa
simba rangu riri mamuri
munenge muneni pamunenge muri
chisiya chizvarwa chakoo
chikupfekedze nyembe dzakoo
ndinoziva shuviro yakoo
kuyambuka kwemwana wakoo
ndimi anyakubereka anyakutumbura
ndimi makatakura makatambura
ndini mwana wenyu mhamha ndapembera
ndotanga nekutenda inzwa ndaombera
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
ndaombera maoko mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa)
mhamha(haiwa iwa ndaombera)
haiwa iwa
haiwa iwa
haiwa iwa ndaombera
haiwa iwa
haiwa iwa
haiwa iwa ndaombera
haiwa iwa
haiwa iwa
haiwa iwa ndaombera
haiwa iwa
haiwa iwa
haiwa iwa ndaombera
fiona
amai kudzanai
amai anoe
amai tafadzwa
christine java
amai vapassion java
كلمات أغنية عشوائية
- ariel tsai (蔡佩軒) - 妮妮 (ni ni cover version) كلمات أغنية
- kendall byrd - closure كلمات أغنية
- 613tino & spooks - drugworld كلمات أغنية
- ethan hulsey - dear grandpa كلمات أغنية
- xay hill - moment كلمات أغنية
- sa-roc - mami wata كلمات أغنية
- nicky byrne - still the one كلمات أغنية
- feo night - beshnik كلمات أغنية
- beerus - ivy كلمات أغنية
- las lunas - you access me كلمات أغنية