kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

dizzy dee – mai vevana كلمات اغاني

Loading...

akanditi no no no no, akati no no no no, kunditi no no no no

[chorus]
akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana

[verse 1]
zvese zvawaida ndaikutengera wani
kwese kwawaida taienda wani
ndikaita pachirungu hanzi compromise
ndichiedza kufadza iwe chete
baby girl
pandakatadza ndepapi?
ko wakadii kundiudza?
asi dai ndakaziva, haitungamire

[verse 2]
bhora racho ndakarega kutamba
magitare ndikambomira kuridza
shamwari dzangu dzese dzaida kundiona
everyday vachiswera vachifona
baby girl
pandakatadza ndepapi?
ko wakadii kundiudza?
asi dai ndakaziva, haitungamire

[chorus]
akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana
akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana

[verse 1]
zvese zvawaida ndaikutengera wani
kwese kwawaida taienda wani
ndikaita pachirungu hanzi compromise
ndichiedza kufadza iwe chete
baby girl
pandakatadza ndepapi?
ko wakadii kundiudza?
asi dai ndakaziva, haitungamire

[chorus]
akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana
akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...