decibel - ruva rangu كلمات أغنية
ruva rangu dai waiziya
zvandinonzwa nezviri mukati memoyo w-ngu
kana kuti dai waipiwa zviri munjere nezviri muurongwa hw-ngu
nyango ndisipo ingozviziya akuna mumwe angatore moyo w-ngu
kufunganya dai wambomira
uhmm baby
mwanasikana uri tsvarakadenga mundangariro dzangu ndiwe wega
tora moyo w-ngu usaudonedza mudiwa w-ngu usafa wandisiya ndega
nyenyedzi yekuchirimo ingondidana
ndiripo kubvira kare kare ndichida iwewe wega
ndaiterera mashoko ndakayeva chimiro pawakandida ndakabata denga
ngatiende kure kusina vamwe, mudiwa w-ngu tonovaka pedu tega
mwanasikana uri tsvarakadenga mundangariro dzangu ndiwe wega
tora moyo w-ngu usaudonedza mudiwa usafa wandisiya ndega
nyeredzi yekuchirimo ingondidana
ndiripo kubvira kare kare ndichida iwe
ndaiterera mashoko ndakayeva chimiro pawakandida ndakabata denga
ngatiende kure kusina vamwe mudiwa w-ngu tonovaka pedu tega
ruva rangu dai waiziya zvandinonzwa nezviri mukati memoyo w-ngu
kana kuti dai waipiwa zviri munjere nezviri muurongwa hw-ngu
nyangwe ndisipo ingozviziya akuna mumwe angatore moyo w-ngu
kufunganya dai wambomira
uhmm baby
chinangwa changu ndechekuti unzwe
andichadzokere k-mashure
ndichatokukanda babe mumambure
machena chena huya ndikudzumbure
kwatosanga kwese unonditi mbunde
nechimwe changu kwatakabva kure
rudo runotoda une moyo murefu
kuti uwane umwe
ndaunganidza shunde
pamwe chete nemombe
zvese zvinodiwa kuti ndiroore
ndakuda uuye
patosangana pèse mbunde mbunde
nechimwe changu kwatakabva kure
tiende kure kusina vamwe mudiwa w-ngu tonovaka pedu tega
ruva rangu dai waiziya zvandinonzwa nezviri mukati memoyo w-ngu
kana kuti dai waipiwa zviri munjere nezviri muurongwa hw-ngu
nyangwe ndisipo ingozviziya akuna mumwe angatore moyo w-ngu
kufunganya dai wambomira
uhmm baby
كلمات أغنية عشوائية
- simon townshend - highness كلمات أغنية
- simon townshend - i'm alright كلمات أغنية
- simon townshend - making waves كلمات أغنية
- simon townshend - i'm the answer كلمات أغنية
- simon townshend - medicine كلمات أغنية
- simon townshend - meet you كلمات أغنية
- simon townshend - moving target كلمات أغنية
- simon townshend - naked كلمات أغنية
- simon townshend - no angel كلمات أغنية
- simon townshend - no more never كلمات أغنية