cynthia mare - hatina musha panyika كلمات الأغنية
Loading...
hatina musha panyika
hatifare kuva pano
zvinofadza mweya yedu
kutsvaga musha unouya
kutsvaga musha unouya
hatina musha panyika
tinoda musha uri kure
zita rawo izion
unopenya nguva dzose
unopenya nguva dzose
musha une runyarararo
vafambi vachazorora
daindine mapapiro
ndaiuya ndizorore
ndaiuya ndizorore
ndaiuya ndizorore
ndaiuya ndizorore x2
mweya w-ngu chinyarara
mwari anoziva nguva
ndichaita sekuda kwake
iye wondipa zororo
iye wondipa zororo.
iye wondipa zororo
iye wondipa zororo.
كلمات أغنية عشوائية
- espinoza paz - dices mil cosas كلمات الأغنية
- richard thompson - when the spell is broken كلمات الأغنية
- mario - slow down كلمات الأغنية
- ederson - shiver كلمات الأغنية
- shamshad begum - hello hello gentleman milaate kyun nahin كلمات الأغنية
- ny - trophy boy كلمات الأغنية
- cindy - party كلمات الأغنية
- tops - easy friends كلمات الأغنية
- richie kotzen - fooled again كلمات الأغنية
- ricky skaggs - sis draper كلمات الأغنية