kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

c'oolwe - ndoda (shona hymn) كلمات الأغنية

Loading...

verse:
munoziva kusasimba kw_ngu
ndotya kurasika
asi imi murisimba rangu
munondipa simba

chorus:
ndoda, ndoda
ndoda mwari muyamuri
muri w_ngu
ndakatengwa neropa raishe
ndavawenyu chose

ndoda, ndoda
ndoda mwari muyamuri
muri w_ngu
ndakatengwa neropa raishe
ndavawenyu chose

ndoda, ndoda
ndoda mwari muyamuri
muri w_ngu
ndakatengwa neropa raishe
ndavawenyu chose

ini ndavawenyu chose
ini ndavawenyu chose

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغاني الشهيرة

Loading...