chidex - jegera كلمات الأغنية
[produced by chidex and wizzy (guitarman)]
[intro]
chidexe
istation mi say
eyo wizzybeatz
[verse 1]
hatinyepere kuenda kunge kombi ikufamba isati yazara
nyatsotarisa paukurima coz mhuri inofa nenzara
varipo vandaitemba nawo vachindichera padiki kunge mugwara
havaida ndite zvihombe chihombe chavaida nditenge ibhara
[chorus]
taitongojegera jegera jegera jegera jegera jegera
kuita kurembera rembera rembera rembera rembera rembera
ivo vakagara zvakanaka
ivo vakagara zvakanaka
ivo vakagara zvakanaka
ivo vakagara zvakanaka
[verse 2]
vanoda t-tonh-r-re kuita kunge pint
gara wawatipa kuti hatisiba blind
hwu friendship hwenyu takahuisa behind
taitmba nemi muchitibvisisa find
maida kushandisa aniko nhai
kutipisa senyama yepa brai
manje makapera kunge matai
takakutsemurai semazai
[chorus]
taitongojegera jegera jegera jegera jegera jegera
kuita kurembera rembera rembera rembera rembera rembera
ivo vakagara zvakanaka
ivo vakagara zvakanaka
ivo vakagara zvakanaka
ivo vakagara zvakanaka
[verse 3]
hatinyepere kuenda kunge kombi ikufamba isati yazara
nyatsotarisa paukurima coz mhuri inofa nenzara
varipo vandaitemba nawo vachindichera padiki kunge mugwara
havaida ndite zvihombe chihombe chavaida nditenge ibhara
[chorus]
taitongojegera jegera jegera jegera jegera jegera
kuita kurembera rembera rembera rembera rembera rembera
ivo vakagara zvakanaka
ivo vakagara zvakanaka
ivo vakagara zvakanaka
ivo vakagara zvakanaka
[verse 4]
vanoda t-tonh-r-re kuita kunge pint
gara wawatipa kuti hatisiba blind
hwu friendship hwenyu takahuisa behind
taitamba nemi muchitibvisisa find
maida kushandisa aniko nhai
kutipisa senyama yepa brai
manje makapera kunge matai
takakutsemurai semazai
كلمات أغنية عشوائية
- trapmurda7 - driving so fast كلمات الأغنية
- courier club - soundscape 1992 كلمات الأغنية
- yxng jm - ily كلمات الأغنية
- yuong peenis - space adventure 2 كلمات الأغنية
- spell (can) - deceiver كلمات الأغنية
- libyans - false starts كلمات الأغنية
- seth sentry - titan كلمات الأغنية
- tone mula - big amount (remix) [dj version] كلمات الأغنية
- eman lam 林二汶 - 最後的信仰 (faith) (簡體字/simplified characters) كلمات الأغنية
- seth (metal) - corpus et anima كلمات الأغنية