kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

c1 whippersnapper - zvisineyi(anyway) كلمات أغنية

Loading...

[intro]

twenty_seven forty_five
c1
c1
c1
c1
twenty_seven forty_five
c1

[hook]

chandaingoda kuk’tengerayi gd_6
chadaingoda kukuyendesayi overseas
pamwe adayi ndakak_mbira tisiripano
asi zvisineyi zvisineyi
ndaifungidzira kuti mucha’enda mandikomborera
ndaifungidzira kuti mucha’enda mand’chatisa baba
ndaifungidzira t’chavanavo ka pisi
ye nhaka
asi zvisineyi zvisineyi
chandaingoda kuk’tengerayi gd_6
chandaingoda kukuyendesayi overseas
pamwe adayi ndakak_mbira tisiripano
asi anyway anyway
[verse]

ndiyaniko angapikise kutonga kwehumambo
ndine hurumbo kuti ndiri mumwe wacho
ndine mutoro pamwe ndivo unondidaro
ndiri musango kutsvakana neraramo
nhamo ine nharo saka andivise mapfumo
uchiripo mutambo saka mondichengetavo
mutoro vacho unorema ndirindenga mambo
musuro vangu votenderera ndichitsvaka zano
vavengi vangu vakanditeya kunditumira mhepo
baba ndingaitasei kana mondisiya muhondo
vanoda ndingorasa chipo chamakandipavo
saka ndingaitasei ndipo panehupenyu vangu
baba ndotenda nehupenyu wamukandipavoo…
kunyangwe ndiine nharo,ndiri mwana wako…
baba ndinotenda nevose makomborero

[hook]

chandaingoda kuk’tengerayi gd_6
chadaingoda kukuyendesayi overseas
pamwe adayi ndakak_mbira tisiripano
asi zvisineyi zvisineyi
ndaifungidzira kuti mucha’enda mandikomborera
ndaifungidzira kuti mucha’enda mand’chatisa baba
ndaifungidzira t’chavanavo ka pisi
ye nhaka
asi zvisineyi zvisineyi
chandaingoda kuk’tengerayi gd_6
chandaingoda kukuyendesayi overseas
pamwe adayi ndakak_mbira tisiripano
asi anyway anyway
[verse]

tendzi vhona vak’ndiwisira pasi
ko ndakak’tadziyeri?
ko zvaotori yangu shamwari
ko zvaotori vangu sisi
vangu budi,inga uri mwana vadaddy…
inga uri mwana vadaddy…
sei usingade kundi’ona nd’chiyenda mberi?
ndaifungidzira kuti ndichava newe
newe uchava neni
asi nhasi uno zvachinja
vavakunchinja magear
vakundi bata se stranger
vakundi bata se tsvina
kundiswibisa zita
chigara vazvisiya
chigara vazviziya
kuti ndava kuzviziya
zvisineyi,zvisineyi
ndakak’regerera
tiriveropa rimwe,tirivatadzi tose
musha wa baba ndini,musha wa baba ndiwe

[hook]
chandaingoda kuk’tengerayi gd_6
chadaingoda kukuyendesayi overseas
pamwe adayi ndakak_mbira tisiripano
asi zvisineyi zvisineyi
ndaifungidzira kuti mucha’enda mandikomborera
ndaifungidzira kuti mucha’enda mand’chatisa baba
ndaifungidzira t’chavanavo ka pisi
ye nhaka
asi zvisineyi zvisineyi
chandaingoda kuk’tengerayi gd_6
chandaingoda kukuyendesayi overseas
pamwe adayi ndakak_mbira tisiripano
asi anyway anyway

[outro]

tendzi vhona vak’ndiputsira pasi…
ko ndakak’tadziyeri?
ko zvaotori yangu shamwari
ko zvaotori vangu sisi
vangu budi,inga uri mwana vadaddy…
inga uri mwana vadaddy…
sei usingade kundi’ona nd’chiyenda mberi?

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغنية الشائعة حالياً

Loading...