kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

bangs basera – ndisiye كلمات اغاني

Loading...

[verse 1]
nhasi tiri busy kunge munafirst
mabeer edu first
mabbe get set
ototiifambira setinechikwereti
ot-tambira setirivayeni
achadzika dzika nesu otipira makotsi
kutodzikadzika nesu achiwainer ma waists.
nemari
wallet dzazvimba kunge dzapondwa
nemari
wallet dzangozara matrump
mari yacho toishandisa semskana webasa
handimwe masupa i aint superman-2

[chorus]
saka ndakuspakwa -ndisiye-
ndakudakunakirwa -ndisiye-
kana ndakadhakwa -ndisiye-
nyangwe ndikaknocker -ndisiye-
nyangwe ndakarohwa ne hangover
yaaaaaahhhh
-ndisiye-
nyangwe ndakaknocker haaaha -ndisiye-

[verse 2] (deezy d)
step yachinja
my swag now amazing
hatina skiri rechibharanzi bvunza mkoma shinso
hatidi vanodhakwa zvakadhakwa
vanotamba zvakadhakwa
vasingabate zvinodhaka
vakadhakwa!!
coz we aint broke like lesnar (lesnar)
we all happy now like new year (new year)
today we gonna it all true yea (true yea)
ooh we gonna party iwe tisiye (tisiye)
saka bvunza kana thaza tamukandira kathaza
nhasi toda kufara tega hatidi vana fata
everything fast kwavari slow sezongororo.
ivo vari pasi apo pane madhokonyonyo

[pre-chorus]
you know exactly how i feel nechibhodhoro (chibhodhoro)
mari handingarase mabbe can spare but handigute doro

[chorus]
saka ndakuspakwa -ndisiye-
ndakudakunakirwa -ndisiye-
kana ndakadhakwa -ndisiye-
nyangwe ndikaknocker -ndisiye-
nyangwe ndakarohwa ne hangover
yaaaaaahhhh
-ndisiye-
nyangwe ndakaknocker haaaha -ndisiye-

[verse 3]
vapei exam paper coz level taseter
mabe motibata manheru seshwa
ndopaundiona manheru ndichisvika panzvimbo ndochilla zvangu nalester
ndobva ndadzima fon yangu, kudzimira fon yangu maex arikundinetsa
takudaa kufara unotiketa
mabby anodhakwa totolerater.
vaya vanotwerker type dzana lisa.
zvese zvavanomwa tinozvi carter.
isu togara tichifara
toragara tichimwa so please musazvinetsa

[pre-chorus]
you know exactly how i feel nechibhodhoro (chibhodhoro)
mari handingarase mabbe can spare but handigute doro

[chorus]
saka ndakuspakwa -ndisiye-
ndakudakunakirwa -ndisiye-
kana ndakadhakwa -ndisiye-
nyangwe ndikaknocker -ndisiye-
nyangwe ndakarohwa ne hangover
yaaaaaahhhh
-ndisiye-
nyangwe ndakaknocker haaaha -ndisiye-

[end]

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...