buffalo souljah feat. winky d - rugare lyrics
Loading...
gafa na buffalo
chi xtra
rugare huya kuno
ndoda kurarama kamwe ka life
rugare huya kuno
masango matema fanika night
ndakutsvaka kwese ndaenda
hapana kwandisati ndaenda
ishe tenzi dai mavheneka
kwandinofamba dai kwaendeka
rugare huya (huya)×2
chimbondinyemudzira hupenyu hwacho
hona godo vanachiyangwa
kune chiedza ndiwe ma kuseni acho
vamwe ndovarikuti uri joza
huya pachena kuno tofa
ndoda ku driver wo rover
ndaneta nekufamba netsoka
chiona nhasi ndakunyora chichemo
ndakutofamba nevano tyora mitemo
dai wauya rugare waita kuti ndifare
ndipe nguva rugare matambudziko anyare
ukango uya zvangu zvafaya
chingonditora kwese tobaya
chindiunzira zvandinoshaya
mabasa emaoko ndo tryer
كلمات أغنية عشوائية
- marcus e sabino - mulher de hoje lyrics
- emily loizeau - garden of love lyrics
- montreal - besser jetzt zu gehen lyrics
- bosski roman - retrofuturyzm lyrics
- jonathan jeremiah - shout lyrics
- daniel lavoie - les amoureux du pont de fer lyrics
- bobby v - fly on the wall lyrics
- crushing blow - dark moon lyrics
- 히피는 집시였다 (hippy was gipsy) - 밤안개 (fog) lyrics
- germano bonaveri - non dimenticare lyrics