
boss pumacol - snapback كلمات أغنية
chorus:
snapback, mabhingo x2
chiringazuva ngetani nechidembo x2
uh jus 16 x3
ukangodaro chete ndoisa chindhindo
verse:
muma streets ndatotsika nyatsoongorora
tsoka hona futi kana bhutsu yandakapfeka (woyi)
pakuchena hatinganonoka
hatingadh0m-ka igaroziva tinga slacker slacker
kuri ku slacker slacker maya, atinga slacker slacker
kana ku geda geda maya, atinga geda geda
kufamba ndakachena kunge ndiri muchena
ndapatsvaga ndapashaya pavanot ndino lacker lacker
iko kuzonhuhwirira, (hooo)
ipapo ndakachamukira (hoo)
atinganz takazvinonokera
muma streets zvimoko zvondimbundira
chorus:
snapback, mabhingo x2
chiringazuva ngetani nechidembo x2
uh jus 16 x3
ukangodaro chete ndoisa chindhindo
verse:
usina izvozvo usanditsvage
ko iwewe hanti auna saka andikutsvage (hei)
ziso mubhingo aurione
rega ndione rako hanti riri panze
ndapfeka gear rikupisa pa tawndi (porisi)
boss of the road, ndatoremera round
nditori monya kunyangwe ndisiri giant
nekuchena nicki ato offer night
chorus:
snapback, mabhingo x2
chiringazuva ngetani nechidembo x2
uh jus 16 x3
ukangodaro chete ndoisa chindhindo
repeat verse one:
muma streets ndatotsika nyatsoongorora
tsoka hona futi kana bhutsu yandakapfeka (woyi)
pakuchena hatinganonoka
hatingadh0m-ka igaroziva tinga slacker slacker
kuri ku slacker slacker maya, atinga slacker slacker
kana ku geda geda maya, atinga geda geda
kufamba ndakachena kunge ndiri muchena
ndapatsvaga ndapashaya pavanot ndino lacker lacker
iko kuzonhuhwirira, (hooo)
ipapo ndakachamukira (hoo)
atinganz takazvinonokera
muma streets zvimoko zvondimbundira
chorus:
snapback, mabhingo x2
chiringazuva ngetani nechidembo x2
uh jus 16 x3
ukangodaro chete ndoisa chindhindo
repeat verse two
كلمات أغنية عشوائية
- yvng gabe - revenge كلمات أغنية
- yvng atg - supposed to كلمات أغنية
- киссколд (kisscold) - не вспоминай (not remember) كلمات أغنية
- the garden - lurkin' كلمات أغنية
- incêndios - coerela كلمات أغنية
- the fatal sling - cat in the hat كلمات أغنية
- banda beni - gavino tanduli كلمات أغنية
- zvz - was ich mach كلمات أغنية
- ded stark - dedweight كلمات أغنية
- jl of b. hood - coming down كلمات أغنية