
baba harare - ndini ndinaye كلمات أغنية
[intro: gemma griffiths & baba harare]
ndini gemma
baba harare musadaro
baba harare, nemusikana wemuharare
[verse 1: baba harare]
mai nebaba vangu
vari kunditsvaga, vakafunga ndakatsakatika ndakamwa rogor
k_mapurisa vareporter missing person
vatsigiri vangu vatambura vane maquestions
vakafungu ndakatetereka ndakarova, vakafunga ndakatsakatika ndakaenda
vakafungu ndakatetereka ndakarova, vakafunga ndakatsakatika ndakaenda
asi musachema musachema
baba namai musachema musachema
mafans angu musachema musachema
mapurisa musazvinetsa, nekuti ndiri bho ndiri safe
[chorus]
mwana uye (ndini ndinaye)
ndiye akandivharira (ndini ndinaye)
akandidzimisa fon (ndini ndinaye)
andidh0m_tsa nerudo (ndini ndinaye)
musikana wekuharare (ndini ndinaye)
ah gemma gemma (ndini ndinaye)
ndinaye handimbochema
[post_chorus: gemma griffiths]
mwana wenyu (ndini ndinaye)
ndini ndakamuvharia (ndini ndinaye)
ndakamudzimsa fon (ndini ndinaye)
ndamudh0m_sta nerudo (ndini ndinaye)
baba harare, nemusikana wemuharare
[verse 2: gemma griffiths & baba harare]
wakati zvikanaka zvikaoma, kukanaya kukapisa iwewe babe
you’re gonna be there, you’re gonna be there
wakati zvikanaka zvikaoma, kukanaya kukapisa iwewe babe
uchange uripo, ndichange ndinewe
saka ivzi ndezvipi, i’m not cheap
usaita drama kunge vharazipi
dzikama ndikupe sugar, ndikupe rudo
gemma ska k_mba todzokera ini
dzikama ndiri munhu anoyema ini
ko mukoma gafa vakazozvinzwa havazondirore here numubhada kana mupini
zvawakutaura, ivzi zvakwana papi
hanty maiva mese mugarden eeden, muchifara zvenyu kunge muri kuheaven
muchidya mari paye mese muri kudurban
aiwa iwe, baby you’re the one
zvamaje manje iwewe, ndiwe munhu w_ngu
ende futi utori bustop yangu
ukandaro gemma unondifadza zvangu
ndinonwa kuti zvakanka kuva pano, baby it feels just right to be here
tega tega zvedu pasina kana fear pasina kana fear
it feels just right to be
here, baby it feels just right to be here
baby it feels just right to be here
[chorus: baba harare]
mwana uye (ndini ndinaye)
ndiye akandivharira (ndini ndinaye)
akandidzimisa fon (ndini ndinaye)
andidh0m_tsa nerudo (ndini ndinaye)
musikana wekuharare (ndini ndinaye)
ah gemma gemma (ndini ndinaye)
ndinaye handimbochema
[post_chorus: gemma griffiths]
mwana wenyu (ndini ndinaye)
ndini ndakamuvharia (ndini ndinaye)
ndakamudzimsa fon (ndini ndinaye)
ndamudh0m_sta nerudo (ndini ndinaye)
baba harare, nemusikana wemuharare
[outro]
[?]
musafuna
[?]
ndizwo (ah ah ah)
scholez
timbe
كلمات أغنية عشوائية
- the nocturnal affair - benefit of doubt كلمات أغنية
- leroy sanchez - dopamine كلمات أغنية
- st6 jodyboof - madbudz كلمات أغنية
- the runaway club - shooting at the moon كلمات أغنية
- rap demon - top boy كلمات أغنية
- glossem & 3umph - нарочно (on purpose) كلمات أغنية
- lemik golemik - siostry كلمات أغنية
- marina sena & çantamarta - doçura كلمات أغنية
- prett & malea - neben dir كلمات أغنية
- teto, matuê & wiu - mulher secreta كلمات أغنية